Oliver Mtukudzi - Matope Lyrics

Lyrics Matope - Oliver Mtukudzi



Ndiyani asvibisa matope?
Ndiyani ashaya hanya?
Ndiyani ashaya hanya?
Ndiyani asvibisa matope aya?
Tichikura taitambira mumatope (marara awunza zvirwere muberere)
Hutsanana hwaivemo mumatope (marara awumba zvirwere muberere)
Kutamba mvura naya naya tidye mupunga (marara awunza zvirwere muberere)
Mvura naya naya tidye mupunga (marara awumba zvirwere muberere)
Ndiyani asvibisa matope aya? (Marara awunza zvirwere muberere)
Ndiyani ashaya hanya? (Marara awumba zvirwere muberere)
(Marara awunza zvirwere muberere)
Ndiyani amboarasa marara? (Marara awunza zvirwere muberere)
Ani asina kunhonga marara? (Marara awumba zvirwere muberere)
Marara awumba zwirere muberere (marara awunza zvirwere muberere)
Ndiani asvibisa matope? (Marara awumba zvirwere muberere)
Ani ashaya hanya? (Marara awunza zvirwere muberere)
(Marara awumba zvirwere muberere)
Kushaya pekutsika, kuazeza matope
Nhasi makura, moasema matope
Hutsanana hwaivemo mumatope
Ndiani asvibisa matope?
Ndiani ashaya hanya?



Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Hany'Ga (Concern)
Album Hany'Ga (Concern)
date of release
02-02-2018



Attention! Feel free to leave feedback.