Oliver Mtukudzi - Masimba mashoma paroles de chanson

paroles de chanson Masimba mashoma - Oliver Mtukudzi



Chisi chako masimba mashoma
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekukame wakaringe nzira
Hona kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekukame wakaringe nzira
Chisi chako masimba mashoma
Masimba mashoma
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Wairasa
Hona nyakurarama nechisi chake
Anodya asicheuka
Nyakurarama nechisi chake
Unoona anedya asicheuka
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Kutamba nemombe yehumai wairasa
Wairasa
Hona kana mombe yekurongerwa
Ndeyekukame wakaringe nzira
Kana mombe yekuchengeteswa
Ndeyekukame wakaringe nzira



Writer(s): Oliver Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Tsimba Itsoka
Album Tsimba Itsoka
date de sortie
28-08-2007




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.