Oliver Mtukudzi - Vachakunonokera paroles de chanson

paroles de chanson Vachakunonokera - Oliver Mtukudzi



Pfuma yenhaka ino paradza hukama, inoparadza hukama iyi
Pfuma yenhaka ino paradza hukama, inoparadza hukama
Vachakunonokera kufa baba wawamirira kudai
Wodiniko
Vachakunonokera kufa baba wawamirira kudai
Woita sei
Vane nungo vano paradza hukama, vano paradza hukama ava
Vane nungo vano paradza hukama, vano paradza hukama iwe
Vachakunonokera kufa baba wawamirira kudai
Woita sei, uchadiniko
Vachakunonokera kufa baba wawamirira kudai
Hmmmm, ha hmmm hmmm
Ucharoya chete (ucharoya chete)
Uchadya izvozvo (uchadya izvozvo)
Ucharoya chete
Uchadya izvozvo (uchadya izvozvo)
Idzo nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi)
Maiwe nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi)
Idzo nungo huroyi, kudzvokora vakuru natorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi)
Hona nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi)
Ucharoya chete (ucharoya chete, ucharoya chete)
Uchadya izvozvo (uchadya izvozvo)
Ucharoya chete (ucharoya chete)
Uchadya izvozvo (uchadya izvozvo)
Idzo nungo huroyi, kudzvokora mukuru nemutorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi, nungo huroyi)
Wona nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi, ah nungo huroyi)
Nungo huroyi, kudzvokora vakuru navatorwa
Kumirira vakashanda kare (Nungo huroyi, ah nungo huroyi)



Writer(s): Oliver Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Tsimba Itsoka
Album Tsimba Itsoka
date de sortie
28-08-2007




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.