Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship - My Witness текст песни

Текст песни My Witness - Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship



Mweya Mutsvene munopupurirana
Nemweya wangu, kuti ndiri mwana wa Mwari.
Isu tiri mweya, tofamba mumweya
Togara mumweya, Mwari Baba vedu Mweya.
Mweya Mutsvene munopupurirana
Nemweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari.
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
Mweya Mutsvene anopupura.
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
Mweya Mutsvene anopupura
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
NdiBaba vangu
Mweya Mutsvene anopupura.
The Holy Spirit Himself
Bears witness with my spirit
That I′m a child of God.
Semhepo inovhuvhuta, nepayinoda napo
Wose munhu, akaberekwa noMweya
Ndozvaari.
Mweya Mutsvene pupuriranayiwo nemweya wangu
Pandinonamata, pose pandiri
Ndakarara Mwari we.
Mweya pupurayi, Mweya pupurayi
Mweya pupurayi, pupuriranayi nemweya wangu.
Mweya Mutsvene munopupurirana
Nemweya wangu, kuti ndiri mwana waMwari.
[Mweya Mutsvene munopupurirana, hamunyarare zvenyu, munondisimbisa
Mweya Mutsvene, Mweya waMwari, munopupurirana, nemweya wangu
Munondiudza, kuti ndiri mwana waMwari
Pupurayi eh, Pupurayi eh, Pupurayi kani.]
Ndiri mwana waMwari.




Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship - Getting Personal With God 3
Альбом Getting Personal With God 3
дата релиза
30-03-2017




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.