Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship - Ndizadzei текст песни

Текст песни Ndizadzei - Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship



[Father I pray, this is my prayer
I know you can hear me
Makanaka kani Mwari wangu]
Izwi randidana, nezita
Huya pedyo mwana wangu
Ndipe mukana zve
Ndikuratidze, zvandakakurongera.
For I know the thoughts that I think towards you
The thoughts to prosper you
And not to harm you but to give you
An expected end.
Zvino kubva pandanzwa izwi iri, Mwari we
Ndazara nenzara, inzara yega yega, yekunzwa huvepo wenyu, Mwari.
Ndonamata
Ndinotsvaga imi Mwari, Mwari wangu
Moyo wangu ndoupa imi.
Ndinotsvaga imi Mwari
Moyo wangu ndoupa imi
Ndinotsvaga imi Mwari
Moyo wangu ndoupa imi.
Ndinoda kuziva, zvakavanzika zvenyu Mwari
Ndinoda kuziva, zvakavanzika zvenyu Mwari.
Ndiswededzei pedyo, ndikuzivei Ishe wangu
Ndiswededzei pedyo, ndikuzivei Ishe wangu.
Ndazarura moyo, chindizadzai Ishe wangu
Ndazarura moyo, chindizadzai Ishe wangu.
Saka torayi moyo wangu, mundizadze
Saka torayi moyo wangu, mundizadze
Saka torayi moyo wangu, mundizadze.
Saka torayi moyo wangu, mundizadze
Saka torayi moyo wangu, mundizadze.
[Mwari torayiwo moyo wangu, ndizadzeiwo
Ndiripano kani Mwari we, ndiripano Mwari, hallelujah.
Oyi zvenyu moyo uyu, zaraiwo
Ndiriwako Mwari, ndiriwako Mwari ye, ndiriwako Mwari ye
Hallelujah, Hallelujah, Hallelujah]




Minister Michael Mahendere feat. Direct Worship - Getting Personal With God 3
Альбом Getting Personal With God 3
дата релиза
30-03-2017




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.