Alexio Kawara - Se Songtexte

Songtexte Se - Alexio Kawara




Se nzara pachigunwe
Musoro ne nzeve
Kunge mvura ne Hove
Denga ne makore
Se ziso ne misodzi
Usiku ne nyeredzi
Se banan'ana ne Mheni
Ndizvo zvauri neni
Rudo rwangu newe, hatinga siyane
Kuti atisike, Mwari avai nechinangwa chake
Kuti iwe neni tive tose





Attention! Feel free to leave feedback.