Songtexte

Zviri nani ndiende
T, Simplex, nhaiwe mhere (Simplex music)
Jah Signal
Hama dzangu munoda kuti ndite sei
Kana mukati famba ndinofamba wani
Asi mukati mira ndinomira sei
Nekuti ndikangomira munochinga ndare (Swa)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende
Nyangwe vakakutuka, vakakushoropodza iwe usagumbuka
(Iwe usagumbuka)
Nyangwe vakakutaura taura, vakakuronda tsimba iwe usagumbuka
(Iwe usagumbuka)
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Muvengi akushore chimiro, usamupindure wamai unenge waibvaka
Nyangwe vakandishora chimiro, manje inini Mhere ndinongo modela
Vavengi vakauya vakawanda, usavapindure wamai unenge waibvaka
Vanofona vakawanda, manje ndinodaira vavo voto bhigana, vavengi vangu
Haa unenge waibva Swa, unenge waibva
Mhere unenge waibva ka, unenge waibva
Haa unenge waibva Swa, unenge waibva
Mhere unenge waibva ka, unenge waibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Hama dzangu munoda kuti ndite sei
Kana mukati famba ndinofamba wani
Asi mukati mira ndinomira sei
Nekuti ndikangomira munochinga ndare (Swa)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende (famba)
Zviri nani ndiende
Nyangwe vakakutuka, vakakushoropodza iwe usagumbuka
(Iwe usagumbuka)
Nyangwe vakakutaura taura, vakakuronda tsimba iwe usagumbuka
(Iwe usagumbuka)
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vakomana (inenge yaibva)
Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vasikana (inenge yaibva)
(Simplex music) zviri nani ndiende
Zviri nani ndiende
Zviri nani ndiende

Autor(en): Jordan Link Mangwiro, Nicodimus Mutize

Jah Signal feat. Mathias Mhere - Simudza Chako: Singles Collections, Vol 2
Album Simudza Chako: Singles Collections, Vol 2
Veröffentlichungsdatum
15-09-2019

1   Lolha Lolha
2   Kangoma Kaya (feat. Jerrymun)
3   Kangoma Kaya
4   Zuva
5   Huchi Ne Mukaka
6   Simudza Chako
7   Simudza Chako
8   Mango (feat. Mathias Mhere)
9   Mango
10   Chimbo Ritenderedza
11   Chimbo Ritenderedza
12   Akanyanya
13   Akanyanya
14   Kabasa Kangu (feat. Mbeu)
15   Kabasa Kangu
16   Huchi Ne Mukaka (feat. Kinnah)
17   Ndiwe Wangu
18   Ndiwe Wangu
19   Zuva (feat. Ti Gonzi)
20   Ndinotya
21   Ndinotya
22   Chipo
23   Chipo
24   Fambai Vadzidzi
25   Fambai Vadzidzi
26   Lolha Lolha (feat. Queen Kadjah)
27   Ishe
28   Ishe
29   Gomo
30   Gomo
31   Pasi Pano
32   Pasi Pano
33   Chembere
34   Chembere
35   Wadyiwa
36   Wadyiwa
37   Massage
38   Massage
39   Nhando
40   Nhando
41   Unovashungurudza (feat. Nicholas Zacharia)
42   Unovashungurudza

Attention! Feel free to leave feedback.
Wird geladen
Wird geladen