Oliver Mtukudzi - Chiri Nani Songtexte

Songtexte Chiri Nani - Oliver Mtukudzi




Wotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
Kuvhima masango anorura
Ungatokumbira varidzi mununúna (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Wotokumbira muridzi (kumbira)
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)
Ehe chino nechino aiwa ndechangu
Aripano anoti mwana ndewangu
Neasina kuwanikwa hunzi murume ndewangu
Hapana chisina muridzi (kumbira)
Ko chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Maihweee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunaba
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe iwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Maihweeee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunabaiwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Chavhiringa ndoenda kune ndoro maiwe
Ndoenda chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda kune ndoro maiwe
Kumusha chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda kune ndoro wee kune ndoro
Weee kune ndoro chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda hwee kune ndoro wee kune
Ndoro wee chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
(Ndinenge mbwende...)
Hoo ndoenda paurendo ndoenda paurendo mbwerengende



Autor(en): Oliver Mtukudzi


Attention! Feel free to leave feedback.