Oliver Mtukudzi - Ndagarwa Nhaka Songtexte

Songtexte Ndagarwa Nhaka - Oliver Mtukudzi




Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena (×4)
Ndawana wekuchemera mambo
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira mambo
Nekuyemera(×4)
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena (×4)
Ndawana wekuchemera mambo
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira mambo
Nekuyemera (×4)
Ndawana wekuchemera
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira
Nekuyemera
The end...



Autor(en): Mtukudzi Oliver Dairai


Attention! Feel free to leave feedback.