Songtexte Nda Kuvara - Oliver Mtukudzi
Shevedzai
mai
vemwana,
ndakuvara
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Dana
mai
vemwana,
ndakuvara
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Ndaiti
chichatevedzera
vakuru
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Nyamba
chaifuratira
vakuru
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Ndaichiyeva
chiri
mumakura
Ndaiti
mangwana
tingazobopawo
Chichatirimira
chazokura
Pidigu
mai
vemwana
chandipfura
Shevedzai
mai
vemwana,
ndakuvara
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Dana
mai
vemwana,
ndakuvara
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Ndaiti
chichatevedzera
vakuru
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Nyamba
chaifuratira
vakuru
Pakupingudza
mombe,
ndakuvara
Ndaichiyeva
chiri
mumakura
Ndaiti
mangwana
tingazobopawo
Chichatirimira
chazokura
Pidigu
mai
vemwana
chandipfura
Ndaichiyeva
chiri
mumakura
Ndaiti
mangwana
tingazobopawo
Chichatirimira
chazokura
Pidigu
mai
vemwana
chandipfura

1 Nda Kuvara
2 Todii
3 Ndagarwa Nhaka
4 Dzoka uyamwe
5 Wasakara
6 Mutserendende
7 Magumo
8 Kunze Kwadoka
9 Mabasa
10 Mkuru Mkuru
11 Raki
12 Chengetai
13 Neria - Live
Attention! Feel free to leave feedback.