Oliver Mtukudzi - Gondo Songtexte

Songtexte Gondo - Oliver Mtukudzi




Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara
Hurombo hurombo, usaite segondo
Rinokumba chero marara
Hurombo hurombo, usaite segondo
Rinokumba chero marara
Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara
Kunetseka unganetseka hako sei
Usaita segondo rinokumba chero marara
Kutambura ungatambura hako sei
Usaita segondo, rinokumba chero marara
Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara
Gondo rashaya nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Gondo rashaya nhiyo, rine shungu iri
Rinokumba chero marara
Kuswero gunun'una gunun'una gunun'una
Usaita segondo rinokumba chero marara
Kugaro kugunun'una gunun'una gunun'una
Usaite segondo iwe, rinokumba chero marara
Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara
Nhai amai, gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Hee gondo rashaya nhiyo, rine shungu iri
Rinokumba chero marara



Autor(en): Oliver “tuku” Mtukudzi



Attention! Feel free to leave feedback.