Lyrics Mai Vevana - Dizzy Dee
Akanditi
no
no
no
no,
akati
no
no
no
no,
Kunditi
no
no
no
no
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Zvese
zvawaida
ndaikutengera
wani
Kwese
kwawaida
Taienda
wani
Ndikaita
pachirungu
hanzi
compromise
Ndichiedza
kufadza
iwe
chete
Baby
girl
Pandakatadza
ndepapi?
Ko
wakadii
kundiudza?
Asi
dai
ndakaziva,
haitungamire
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Bhora
racho
ndakarega
kutamba
Magitare
ndikambomira
Kuridza
Shamwari
dzangu
dzese
dzaida
kundiona
Everyday
vachiswera
vachifona
Baby
girl
Pandakatadza
ndepapi?
Ko
wakadii
kundiudza?
Asi
dai
ndakaziva,
haitungamire
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Zvese
zvawaida
ndaikutengera
wani
Kwese
kwawaida
Taienda
wani
Ndikaita
pachirungu
hanzi
compromise
Ndichiedza
kufadza
iwe
chete
Baby
girl
Pandakatadza
ndepapi?
Ko
wakadii
kundiudza?
Asi
dai
ndakaziva,
haitungamire
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
Iye
mai
vevana
Akandisiya
ndakatemba,
Ndichiti
ndamuwana
musikana
achazova
mai
vavana,
iye
mai
vevana
Attention! Feel free to leave feedback.