Lyrics Doctor Vemagitare - Freeman
HKD
Dangerzone
side
Kune
vakanga
vaneni
kubvira
pakutanga
kwemagitare
Nyangwe
zvinhu
zvikaoma
vaimira
neni
Vakandida
ndisati
ndane
zita
Saka
vakutemba
neni
zvino
vakunditi
Doctor
Wemagitare
Mafans
ndoakandipa
zita
Paye
ndakati
NO
kutambudzika
Ndakanga
ndina
Shinso
makazvibeliever
Iyaa-a
Doctor
wemagita
Mafans
ndoakandipa
zita
Ndakati
no
kutruster
munhu
wenyama
Skiri
yekuDangerzone
side
namaninja
Kubvira
pakutanga
pana
unondipa
rudo
Vanhu
vachiti
hamuna
chipo
asi
mune
chido
Hatina
kumira
takarova
ngoma
Ivo
vachiti
mafuniz
nhasi
vakuti
Dangerzone
Vanhu
vakatamba
pakarira
Joina
City
Vanotaurisa
vakati
ava
wema
1 heat
Hapana
kupera
time
ndobva
ndati
Summer
time
ndobva
vakuti
mfana
uya
auya
shit
Saka
neshungu
ndakabata
Squander
ndikati
Squander
hona
maArtists
awanda
Atove
makwikwi
Asi
ndine
trick
yekuti
tipinde
ngatiimbe
dancehall
Doctor
Maghetto
youths
ndopandavasimbisa
Vakatanga
kunditi
Doctor
wemagita
Tinenge
takava
leader
apa
ndatozova
leader
HKD
Hatife
Takakundika
Saka
vakunditi
Doctor
wemagitare
Mafans
ndoakandipa
zita
Paye
ndakati
no
kutambudzika
Ndakanga
ndina
shinso
vakazvibeliever
Iyaaaa
Doctor
wemagita
Mafans
ndoakandipa
zita
Takati
no
kutruster
munhu
wenyama
Skiri
yeku
Dangerzone
side
nemaninja
Ndakapinza
skiri
ndichijamuka
kurambwa
nebabe
Zvikanzi
nema
youths
Doctor
mava
kumberi
Vanondigaira
vakagaira
kut
ndiri
musick
Zvikanzi
anomboita
nezvei
Ndikati
Doctor
westaira
n
Patten
Vanomhanyisa
rurimi
kunge
inini
vangani
Ndichakusvika
ikoko
Andife
ndacheuka
vanondi
dissa
ndichamukunda
satan
Hazvina
kupera
semukono
ndakamira
Saka
Dangerzone
kwese
kwese
irikurira
Sunshine
usafe
waka
truster
munhu
wenyama
anofuma
okupandukira
Handina
godo
This
time
vazvibeliever
Kure
kure
kwatakabva
tichideliver
HKD
Makwikwi
Usandibate
IDangerzone
side
Kune
vakanga
vaneni
kubvira
pakutanga
kwema
gitare
Nyangwe
zvinhu
zvikaoma
vaimira
neni
Vakandida
ndisati
ndane
zita
Saka
vakutemba
neni
zvino
vakunditi
Doctor
wemagita
Mafans
ndoakandipa
zita
Paye
ndakati
no
kutambudzika
Ndakanga
ndina
Shinso
vakazvibeliever
Iyaaaaa
Doctor
wemagita
Mafans
ndoakandipa
zita
Ndakati
no
kutruster
munhu
wenyama
Skiri
yekudangerzone
side
nemaninja
Kubvira
pakutanga
pana
unondipa
rudo
Vanhu
vachiti
hamuna
chipo
asi
mune
chido
Hatina
kumira
takarova
ngoma
Ivo
vachiti
mafuniz
nhasi
vakuti
Dangerzone
Vanhu
vakatamba
pakarira
joina
city
Vanotaurisa
vakati
ave
wema
1 heat
Apana
kupera
time
Ndobva
ndati
Summer
time
Ndobva
vakuti
mfana
uya
auya
shit
Saka
neshungu
ndakabata
Squander
Ndikati
Squander
hona
maArtists
awanda
Atove
makwikwi
Asi
ndine
trick
yekuti
tipinde
Ngatiimbe
dancehall
Doctor
Magheto
youths
Ndopandakavasimbisa
Vakatanga
kunditi
Doctor
wemagita
Tinenge
takava
leader
apa
ndatozova
leader
HKD
Hatife
takakundika
Saka
vakunditi
Doctor
wemagita
Mafans
ndoakandipa
zita
Paye
ndakati
no
kutambudzika
Ndakange
ndina
Shinso
makazvibeliever
Iyaaaa
Doctor
wemagita
Mafans
ndoakandipa
zita
Ndakati
no
kutruster
munhu
wenyama
Skiri
yekudangerzone
side
nemaninja
Attention! Feel free to leave feedback.