Lyrics Pasi Harigute - Freeman
Pasi
harimboguta
Hama
neshamwari
vese
rakabvuta
Misodzi
tikachema
Zvinhu
zvichirema
Asi
rakatisiya
tese
tichihuta
Kune
vakaenda
vakawanda
vataida
Vasina
kupiwa
mikana
sezvataida
Pamwe
ndimai
pamwe
mudiwa
pamwe
sekuru
pamwe
ndimbuya
vakashaika
Kana
ishe
vatonga
apana
anotaura
Nyangwe
zvichirwadza
nyangwe
zvichigumbura
Tine
misodzi
pamatama,
chekuita
apana
Zvinorwadza
ndosaka
tichitaura
Makatipa
ronda
risingaperi
Nanhasi
togara
tichichema
Dai
so
tiri
pamwe
tese
semhuri
Kugara
tega
hazviite
Tozviziva
hongu
mave
kumberi
Asi
zvinorema
Chondokumbirisa
chete
ndirangarirei
Coz
pamuri
handisvike
Ndinovashuwa
mai
nababa
Nyangwe
shamwari
yangu
Nebert
Makamba
Nevamwe
vandisina
kutaura
vakawanda
Dai
nhasi
tiri
tese
asi
zvakaramba
Anotonga
akatonga,
asi
zvakangooma
moyo
wangu
une
chironda
Nguva
yacho
yakaoma
dai
zvaigona
zvichikwanisika
madzoka
Makatipa
ronda
risingaperi
Nanhasi
togara
tichichema
Dai
so
tiri
pamwe
chete
semhuri
Kugara
tega
hazviite
Ndozviziva
hongu
mave
kumberi
asi
zvinorema
Chandokumbirisa
chete
ndirangarirei
coz
pamuri
handisvike
Kune
vakaenda
vakawanda
vataida
Vasina
kupiwa
mukana
sezvataida
Pamwe
ndimai
pamwe
mudiwa
pamwe
sekuru
pamwe
ndimbuya
vakashaika
Kana
ishe
vatonga
apana
anoshandura
Kunyangwe
zvichirwadza
nyangwe
zvichigumbura
Tine
misodzi
pamatama
Chekuita
hapana
Zvinorwadza
ndosaka
tichitaura
Makatipa
ronda
risingaperi
Nanhasi
togara
tichichema
Dai
so
tiritese
pamwe
tese
semhuri
Kugara
tega
hazviiti
Ndozviziva
hongu
mave
kumberi
Asi
zvinorema
Chondokumbirisa
zvino
ndirangarirei
cz
kwamuri
handisvike
Ndinovashuwa
mai
nababa
Nyangwe
shamwari
yangu
Nebert
Makamba
Nevamwe
vandisina
kutaura
vakawanda
Dai
nhasi
tiri
tese
asi
zvakaramba
Anotonga
akatonga
asi
zvakangooma
Moyo
wangu
une
chironda
Nguva
yacho
yakaoma
dai
zvaigona
zvichikwanisika
madzoka
Makatipa
ronda
risingaperi
nanhasi
togara
tichichema
Dai
so
tiri
pamwe
tese
remhuri
Kugara
tega
hazviite
Tozviziva
hongu
mave
kumberi
asi
zvinorema
Chandokumbirisa
zvino
ndirangarirei
cz
kwamuri
handisvike
Pasi
harimboguta
Hama
neshamwari
vese
rakabvuta
Misodzi
tikachema
zvinhu
zvichirema
Asi
rakatisiya
tese
tichihuta
Attention! Feel free to leave feedback.