Freeman - Handina Godo Lyrics

Lyrics Handina Godo - Freeman

Nuff talk dem a talk but Dangerzone tiripo
Yo, Sunshine
Vari kuzviwestera yavo time
Vaudzei Dangerzone side
Doctor
Yoh Shotung
Usatibate
Dangerzone
Vari kutaura zvavasingazive pamusoro pangu
Seiko musingatambe nemazita enyu muchida rangu?
Ngatitambe tese zvakanaka
Inga muri vamwe vangu
Handina godo ini
Handina wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita
But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei?
Godo ini handina, wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
KuDangerzone mazuvano vari kupi?
Mazuvano vari kurarama nezvipi?
Zvinei newe?
Pane zvese zvandinoita wakandivhurira ziso
Kuratidza kusazvida unondifinyamira chiso
But wangu mira ndikuchune hona ndizvo zviripo
Kuzvida kana kusazvida, zvangu ndezve chipo
Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe, no
Vanogona zvavanoita vapei sando
Big man vaizviziva pavakati, "Bho bho"
Vanhu ava chingovatipper vamire izvozvo
Makasara nestaira dzakudhara makuvara
Vamwe tichiyenda kuchipatara munonanga kun'anga
Dangerzone tine ma-colour imi muchine mavara
Hamuna kungwara muri masi-

Iwewe une life yako, inini ndine life yangu
Ndine mararamiro angu
Saka siyana neni
Zvokubata papi pacho?
Zvandinoita unei nazvo?
Saka ndisiye ndakadaro
Chanetsa apa chii?
Uri kuzvinetsa
Zvelife yangu haufe wazvi-understander
Dai uri mumwe watsvaga zvimwe zviri better
'Cause uchaneta nelevel randicha-setter
Hey yoh Sunshine hol' up
Yoh Watung vaudze inon-starter
Vari kutaura zvavasingazive pamusoro pangu
Seiko musingatambe nemazita enyu muchida rangu?
Ngatitambe tese zvakanaka
Inga muri vamwe vangu
Handina godo ini
Handina wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita
But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei?
Godo ini handina, wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
KuDangerzone mazuvano vari kupi?
Mazuvano vari kurarama nezvipi?
Zvinei newe?
Pane zvese zvandinoita wakandivhurira ziso
Kuratidza kusazvida unondifinyamira chiso
But wangu mira ndikuchune hona ndizvo zviripo
Kuzvida kana kusazvida, zvangu ndezve chipo
Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe, no
Vanogona zvavanoita vapei sando
Big man vaizviziva pavakati, "Bho bho"
Vanhu ava chingovatipper vamire izvozvo
Makasara nestaira dzakudhara makuvara
Vamwe tichiyenda kuchipatara munonanga kun'anga
Dangerzone tine ma-colour imi muchine mavara
Hamuna kungwara muri masi-
Handina godo ini
Handina wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
Une pamuromo kutsvaga zvese zvandinoita
But kwauri zvisina basa uri kunyanyodei?
Godo ini handina, wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
KuDangerzone mazuvano vari kupi?
Mazuvano vari kurarama nezvipi?
Zvinei newe?
Handina godo ini
Handina wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
Mazuvano vari kupi?
Mazuvano vari kurarama nezvipi?
Zvinei newe?
Godo ini handina, wandinovenga
Nemunhu handina daka saka warwadziwa nei?
Doctor mazuvano vari kupi?
Mazuvano vari kurarama nezvipi?
Zvinei newe?

Attention! Feel free to leave feedback.
//}