Freeman - Imi Amai Lyrics

Lyrics Imi Amai - Freeman

Imi amai
Chingobvumai
Imi amai HK
Mutambo werudo wandikuda kutamba nemi munobvuma here ndisina mari yeah
Handidrive handina mota handina life inoshamisa asi ndakudai
Imi amai ndipeiwo katime
Ingobvumai munzwe love yechigallis
Imi amai pafair ndakudai
Kunge nhai ndakupai mamakisi
Ndakumakirai eh 10 over 10
Kunge Lionel Messi berekai number 10
Mandituma kuti nditsvake pepa nepen
Munogara nechepapi ndizosvika paden
Tikaparadzana nhasi tichazosangana rinhi
Amai hamuite mandimhanyisa mushini
Level ramuri rakanyanyisa imi kuti ndigone kuri unlocker panotoda pin
(I hope you like dat)
Mutambo werudo wandikuda kutamba nemi munobvuma here ndisina mari
Handidrive handina mota handina life inoshamisa asi ndakudai
Imi amai ndipeiwo katime
Ingobvumai munzwe love yechigallis
Imi amai pafair ndakudai
Kunge nhai ndakupai mamakisi
Ndozviketa hazvisi easy kuti ndibude dhiri
But munoda ini here kana kuti vhiri
Chandikungoda chete pamuri mukana dhiri
Tozivana ndokuzivai moziva zvandiri
A'mai makabvumira kuti tingozivana
Kwandiri zvakawanda zvamuchada
Hazvina, basa kuti maidyiwa nani
Tese tese tine history amai mwana
Mutambo werudo wandikuda kutamba nemi munobvuma here ndisina mari
Handidrive handina mota handina life inoshamisa asi ndakudai
Imi amai ndipeiwo katime
Ingobvumai munzwe love yechigallis
Imi amai pafair ndakudai
Kunge nhai ndakupai mamakisi
Ndakumakirai eh 10 over 10
Kunge Lionel Messi berekai number 10
Mandituma kuti nditsvake pepa nepen
Munogara nechepapi ndizosvika paden
Tikaparadzana nhasi tichazosangana rinhi
Amai hamuite mandimhanyisa mushini
Level ramuri rakanyanyisa imi kuti ndigone kuri unlocker panotoda pin
(I hope you like dat)
Mutambo werudo wandikuda kutamba nemi munobvuma here ndisina mari
Handidrive handina mota handina life inoshamisa asi ndakudai
Imi amai ndipeiwo katime
Ingobvumai munzwe love yechigallis
Imi amai pafair ndakudai
Kunge nhai ndakupai mamakisi
Mutambo werudo wandikuda kutamba nemi munobvuma here ndisina mari
Handidrive handina mota handina life inoshamisa asi ndakudai
Imi amai ndipeiwo katime
Ingobvumai munzwe love yechigallis
Imi amai pafair ndakudai
Kunge nhai ndakupai mamakisi

Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro

Freeman - Kusuka
Album Kusuka
date of release
30-11-2018

Attention! Feel free to leave feedback.