Lyrics Sweetie - Jah Signal
Solid
Records
Ti-ti-
(Simplex)
tirarira-
(Simplex)
Swa-
a
(so
simple)
Inini
ndini
ndarira
(ha-a
easy
Sempele)
Ngceli
stonyeni
(vele)
Ngceli
stonyeni
(vele)
Ndipowo
stonyi
(vele)
Ndipowo
stonyeni
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Kugara
pano
sandi
kugarika
Kudya
ma
vhejitebhuru
sandi
kushupika
Iko
kutsiurana
sandi
kunetsana
Kuvaka
musha
nekutika
zvinorema
Kana
uri
wangu,
anovimba
nerudo
rwangu
Ukazvininipisa,
ukaziva
zvandinoda
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichasekerera
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichanyemwerera
Ipapo
ndiri
kubasa,
ndichanzwa
kufona
kwako
Ipapo
ndiri
kushanda,
ndichanzwa
kufona
kwako
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(mundikatanure)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Murume
wangu
inini
ndimangwende
Chaanokoshesa
paari
mukwende
Anondishaira
nyangwe
neyehembe
Apa
anozviti
aine
nyembe
Baba
vake
vouya
nekushupa
Mai
vake
vouya
shungurudza
Asi
unonzwa
ondiimbira
nziyo
Anoimba
achingotika
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(mundikatanure)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Kugara
pano
sandi
kugarika
Kudya
mavhejitebhuru
sandi
kushupika
Iko
kutsiurana
sandi
kunetsana
Kuvaka
musha
nekutika
zvinorema
Kana
uri
wangu,
anovimba
nerudo
rwangu
Ukazvininipisa,
ukaziva
zvandinoda
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichasekerera
Ndichatsvaga
chiso
chako,
ndichanyemwerera
Ipapo
ndiri
kubasa,
ndichanzwa
kufona
kwako
Ipapo
ndiri
kushanda,
ndichanzwa
kufona
kwako
Chiuyai
Shumba,
aiwa
chiuyai
kumba
Chiuyai
Shumba,
huyai
mundikatanure
(swa-)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)
Ha-a
sweetie
(shinga
muroora)
Wakauya
wega
kuzogara
pano
(shinga
muroora)

1 Tauya Baba
2 Tinovaka
3 Kweve
4 Sigi Agenda
5 Unouya Rinhi
6 Kumhanya Kunotora Award
7 Ndini We Tirarira
8 Hondo Yepa Nyadzonya
9 Munobveyi
10 Dhora
11 Makumbo
12 Rhekeni (Bhekoni)
13 Kana Mafa
14 Kugombwe
15 Ganda Idema
16 Thithina
17 Africa Yose
18 Signari Huchi
19 Tomuda
20 Dai Mandiudza
21 Yekedero
22 Titambirei
23 Anoramba Ndiyani
24 Kunakirwa Here
25 Chirere
26 Chitikidhima
27 Simba Randinaro
28 Rudo
29 Sweetie
30 Ebube
31 Gokoko
32 Pengaudzoke
33 Ndinenge Ndisina
34 Zvirema
35 Uraya
36 Kunzungu Nekunyimo
37 Wakasiya Vachichema
38 Nzira Dzake
39 Hoi Hoi Herere
40 Ghetto Rangu
41 Ndimhai
42 Munyama
43 Wadzoka Zvakare
44 Nzwisisa
45 Zuva Rimwe
Attention! Feel free to leave feedback.