Jah Signal - Sweetie Lyrics

Lyrics Sweetie - Jah Signal

Solid Records
Ti-ti- (Simplex) tirarira- (Simplex)
Swa- a (so simple)
Inini ndini ndarira (ha-a easy Sempele)
Ngceli stonyeni (vele)
Ngceli stonyeni (vele)
Ndipowo stonyi (vele)
Ndipowo stonyeni
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Kugara pano sandi kugarika
Kudya ma vhejitebhuru sandi kushupika
Iko kutsiurana sandi kunetsana
Kuvaka musha nekutika zvinorema
Kana uri wangu, anovimba nerudo rwangu
Ukazvininipisa, ukaziva zvandinoda
Ndichatsvaga chiso chako, ndichasekerera
Ndichatsvaga chiso chako, ndichanyemwerera
Ipapo ndiri kubasa, ndichanzwa kufona kwako
Ipapo ndiri kushanda, ndichanzwa kufona kwako
Chiuyai Shumba, aiwa chiuyai kumba
Chiuyai Shumba, huyai mundikatanure (mundikatanure)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Murume wangu inini ndimangwende
Chaanokoshesa paari mukwende
Anondishaira nyangwe neyehembe
Apa anozviti aine nyembe
Baba vake vouya nekushupa
Mai vake vouya shungurudza
Asi unonzwa ondiimbira nziyo
Anoimba achingotika
Chiuyai Shumba, aiwa chiuyai kumba
Chiuyai Shumba, huyai mundikatanure (mundikatanure)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Kugara pano sandi kugarika
Kudya mavhejitebhuru sandi kushupika
Iko kutsiurana sandi kunetsana
Kuvaka musha nekutika zvinorema
Kana uri wangu, anovimba nerudo rwangu
Ukazvininipisa, ukaziva zvandinoda
Ndichatsvaga chiso chako, ndichasekerera
Ndichatsvaga chiso chako, ndichanyemwerera
Ipapo ndiri kubasa, ndichanzwa kufona kwako
Ipapo ndiri kushanda, ndichanzwa kufona kwako
Chiuyai Shumba, aiwa chiuyai kumba
Chiuyai Shumba, huyai mundikatanure (swa-)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)
Ha-a sweetie (shinga muroora)
Wakauya wega kuzogara pano (shinga muroora)

Jah Signal - Sweetie
Album Sweetie
date of release
21-05-2020

Attention! Feel free to leave feedback.