Lyrics Unovashungurudza - Jah Signal feat. Nicholas Zacharia
Tichivaumburudzawe
(taishungurudzawe)
Jah
Signal
(tirarira
swah
ini
ndini
ndarira
swah)
Senior
Sig
iwe
uchatosvika
kure
Tamuka
chiriddim
ndachinzwa
Ndafunga
kuchimhanya
zvine
ginger
Paburi
retsono
ndapinzwa
Teerera
vasikana
nemachinda
Sig
iwe
unovashungurudza
Kunakidza
kwako
vachatopururudza
Senior
munotishungurudza
Kunakidza
kwenyu
kunovashungurudzawe
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Baba
pamoti
ti
ti
ti
kuridza
guitar
matishungurudza
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Senior
pamoti
ti
ti
ti
tu
turi
dhi
mashungurudza
Haisi
mhosva
ndodhakwa
nebhanzi
VanaChairman
dovanhu
vemabhazi
Mangoma
aya
takabva
kugwazhi
Teerera
patani
racho
munandi
Huma
huma
nhasi
ini
ndovanyunya
Yatova
nyanyiso
iyi
yakanyanya
Modhidha
sei
(todhidha
sengwena)
Tichivaumburudzawe
Sig
iwe
unovashurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwako
vachatopururudza
Senior
munotishungurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwenyu
kunovashungurudzawe
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Baba
pamoti
ti
ti
ti
kuridza
guitar
matishungurudza
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Wedzera
mazano
vachatopururudza
Aheha
heheha
eh
eh
Madzibaba
regai
ndirekete
(regai
ndirekete)
Tirarira
uheehhe
Tirarira
uheehhe
Jamuka
iwe
eheehe
Jamuka
iwe
eheehe
Handisi
kugumira
pano
baba
ndiri
kufamba
Ngoma
yarira
kunakidza
saka
ndoitamba
Baba
ndabuda
pana
Steve
ngoma
dziri
kufamba
Ukaimba
nemukuru
Aiwaka
muri
mukuru
Sig
iwe
unovashurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwako
vachatopururudza
Senior
munotishungurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwenyu
kunovashungurudzawe
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Baba
pamoti
ti
ti
ti
kuridza
guitar
matishungurudza
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza

1 Simudza Chako
2 Simudza Chako
3 Mango (feat. Mathias Mhere)
4 Mango
5 Chimbo Ritenderedza
6 Chimbo Ritenderedza
7 Akanyanya
8 Akanyanya
9 Kabasa Kangu (feat. Mbeu)
10 Huchi Ne Mukaka (feat. Kinnah)
11 Ndiwe Wangu
12 Ndiwe Wangu
13 Zuva (feat. Ti Gonzi)
14 Ndinotya
15 Ndinotya
16 Chipo
17 Chipo
18 Fambai Vadzidzi
19 Fambai Vadzidzi
20 Lolha Lolha (feat. Queen Kadjah)
21 Ishe
22 Ishe
23 Gomo
24 Gomo
25 Pasi Pano
26 Pasi Pano
27 Chembere
28 Chembere
29 Wadyiwa
30 Wadyiwa
31 Massage
32 Massage
33 Nhando
34 Nhando
35 Unovashungurudza (feat. Nicholas Zacharia)
36 Unovashungurudza
Attention! Feel free to leave feedback.