Lyrics Juzi - Kae Chaps
Usanetseke
I'll
be
fine
It's
just
a
matter
of
time
Chete
chete
ko
handi
ndizvo
zvawakada
Plus
kudzidza
hakumbopere
Mwari
anenge
ane
chinangwa
Chigumbu
handina
asi
ndichiri
ndakatsamwa
Ungandirova
zigumegi,
believe
Kuita
kundi
dhomotsa
you
played,
deceive
Wakandirakidza
zveshuwa
kuti
uri
mwana
wa
Eva
Ndine
maghost
ari
kunditsoma
kumba
kwedu
saka
Dzoka
utore
juzi
rako
rawakanganwa
Ndikaritarira
ndoshaya
rugare
Utore
nhumbi
dzako
dzawakasiya
mumba
mangu
Ndikadzitarira
ndoshaya
rugare
(ndoshaya
rugare)
Wakati
ukuda
attention
I
gave
you
the
shit
I'm
broke
from
all
the
dreams
that
you
were
selling
me
Uri
mboko
yemunhu
I
felt
I
should
tell
you
this
But
nyangwe
zvazvo
hatisi
ma
enemies
Zvakare
ndezvakare
ngatimbozvisiye
Zverudo
zvacho
taimboizviitirei?
Ko
dai
wakandiudza
kuti
haudi
waibvei?
Now
chandokumbira
kuti
Utore
juzi
rako
rawakanganwa
Ndikaritaria
ndoshaya
rugare
Utore
nhumbi
dzako
dzawakasiya
mumba
mangu
iwe
Ndikadzitarira
ndoshaya
rugare
Utore
juzi
rako
rawakanganwa
Ndikaritarira
ndoshaya
rugare
Utore
nhumbi
dzako
dzawakasiya
mumba
mangu
Ndikadzitarira
(F-futronic)
Zvichimboitirwei?
Zverudo
zvacho
Taizviitirei
Zvichimboitirwei?
Zverudo
zvacho
taizvi-
Dzoka
utore
juzi
rako
rawakanganwa
Ndikaritaria
ndoshaya
rugare
Utore
nhumbi
dzako
dzawakasiya
mumba
mangu
iwe
Ndikadzitarira
ndosaya
rugare
Utore
juzi
rako
rawakanganwa
Ndikaritarira
ndoshaya
rugare
Utore
nhumbi
dzako
dzawakasiya
mumba
mangu
iwe
Ndikadzitarira
ndosaya
rugare
Attention! Feel free to leave feedback.