Lyrics Ndamuda - Killer T
Hot
Property!
Ahaaa
ahaaaaaa
Tamuka!
Ndakamuona
ari
ega
achizvifambira
Ndikati
nguva
newe
kah
ndinokumbira
Hameno
kana
paine
pandokuzivira
Ndikati
musikana
dai
wandidaira
Zvikanzi
mukuwasha
dai
mandikwanira
Munenge
mune
ruchiva
ndorino
kufurirai
Ndikati
zvamandipa
ndinongotambira
Ndikati
uyu
mukana
ndotoushandisa
Ndikati
mhamha
vangu
ndotovazivisa
Asi
vakanozviramba
Kana
ndichinge
ndamuda
mhamha
musandirambidze
Rudo
ndiro
runondituma
Ndichinge
ndamuda
mhamha
musandirambidze
Rudo
ndiro
runondituma
Achida
kuti
ndimutambire
ehe
ndinomutambira
Achida
ndimuimbire
ehe
ndinomuimbira
Achida
kuti
ndimutakure
ehe
ndinomutakura
Mbabvu
mudiwa
wangu
ndomubereka
ahhhh
Ndaida
auye
kumba
muroora
wenyu
ndinoda
mundinzwewo
aha
Vakanditi
hazvigone
uchiri
mwana
hauzvikwanisewoo
aha
Chinonzi
regera
ndochiri
mumaoko
Kunyangwe
mukanditakudza
tsvinga
remashoko
Ringave
pfumo
rerudo
ririmo
mumoyo
Parichabhebha
moto
muchanzi
hokoyo
Kana
ndichinge
ndamuda
mhamha
musandirambidze
Rudo
ndirwo
runondituma
Ndichinge
ndamuda
mhamha
musandirambidze
Rudo
ndiro
runondituma
Achida
kuti
ndimutambire
ehe
ndinomutambira
Achida
ndimuimbire
ehe
ndinomuimbira
Achida
kuti
ndimutakure
ehe
ndinomutakura
Mbabvu
mudiwa
wangu
ndomubereka
ahaaa
Ndakamuona
ari
ega
achizvifambira
Ndikati
nguva
newe
kaah
ndinokumbira
Hameno
kana
paine
pandokuzivira
Ndikati
musikana
dai
wandidaira
Zvikanzi
mukuwasha
dai
mandikwanira
Munenge
mune
ruchiva
ndorinokufurirai
Ndikati
zvamandipa
ndinongotambira
Ndikati
uyu
mukana
ndotoushandisa
Ndikati
mhamha
vangu
ndotovazivisa
Asi
vakanozviramba
Kana
ndichinge
ndamuda
mhamha
musandirambidze
Rudo
ndiro
runondituma
Ndichinge
ndamuda
mhamha
musandirambidze
Rudo
ndiro
runondituma
Achida
kuti
ndimutambire
ehe
ndinomutambira
Achida
ndimuimbire
ehe
ndinomuimbira
Achida
kuti
ndimutakure
ehe
ndinomutakura
Mbabvu
mudiwa
wangu
ndomubereka
ahaaa
Achida
ndimutambire
mbabvu
mudiwa
wangu
ndomubereka
ahhhaaaa
Achida
ndimutakure
mbabvu
mudiwa
wangu
mdomubereka
ahaaaa
1 Bvunza Tinzwe
2 Dai Zvaibvira
3 Itai ndione
4 Kufamba Kwa Paurosi
5 Hondo (feat. Jah Prayzer)
6 Kumanikidzira rudo
7 Takangodaro
8 Maisafanira Kundirega
9 Baba Vako Imboko
10 Makarova Ganaz
11 Ndamuda
12 Ndiyamurei
13 Vanoda Kuvhiringa Pattern
14 Vanongovenga
15 Takumbofarawo
16 Hazvigone
17 Ghetto Rine Nharo
18 Rovai Makuva
19 Misodzi yangu
20 KaLife Kemafire Man
21 Nhema
22 Ndizviponde Here
Attention! Feel free to leave feedback.