Killer T - Kufamba Kwa Paurosi Lyrics

Lyrics Kufamba Kwa Paurosi - Killer T

Oye hera hera hera hera
Oye hera hera
Hona kwaive kufamba kwaive kufamba
KwaPaurosi achienda achienda Damascus
Kwaive kufamba kwaive kufamba kwaPaurosi achienda achienda Damascus
Dzika Maria dzika Maria
Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
Dzika Maria dzika Maria
Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
Ndakati huya tiende tinoendawo naPaurosi
Tofamba navo havaizotya
Ndati zita randotya ndiManuwere
Saka mweya yestvina rega ndiende
Ndikati tinoda vanhu vanorurama naPaurosi
Kufamba ndega ini zvangu ndotya
Ndati zita randotya ndiManuwere
Kufamba kwachena rega ndiende
Hona kwaive kufamba kwaive kufamba
KwaPaurosi achienda achienda Damascus
Kwaive kufamba kwaive kufamba kwaPaurosi achienda achienda Damascus
Dzika Maria dzika Maria
Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
Dzika Maria dzika Maria
Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
Saka huyai Mambo huyai mambo huyai Mambo tigoendawo
Aiwa Kufamba munzira dzinoera
Sango rine zvikara zvinorura
Dzvoko dzvoko asi munoshura
Usandifungidzisa zvegore riya
Hona kwaive kufamba kwaive kufamba
KwaPaurosi achienda achienda Damascus
Kwaive kufamba kwaive kufamba kwaPaurosi achienda achienda Damascus
Dzika Maria dzika Maria
Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
Dzika Maria dzika Maria
Tinamate haisinguva haisinguva yekutamba nayo
Hoo Jehovah wee Huya uzosunungura mweya wangu
Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu
Hoo Jehovah wee Huya uzosunungura mweya wangu
Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu
Zvichida ndakatadza ini, huya uzosunungura mweya wangu
Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu
Zvichida ndakatadza ini, huya uzosunungura mweya wangu
Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu
Hooye era era era era
Hooye era era era era
Hooye era era

Killer T - Mashoko Anopfuura
Album Mashoko Anopfuura
date of release
09-04-2018

Attention! Feel free to leave feedback.