Killer T - Waidongorera Lyrics

Lyrics Waidongorera - Killer T



Aiwa hoye woye
Vaida kuti ndikanganikwe
Vaida kuti ndisayeukwe
Vaida kuti ndikanganikwe
Vaida kuti ndisayeukwe
Vaida kuona kuona zvinhu zvedu
Kana vachiona vochidii
Vaingodongorera
Dongo waidongo waido waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waidongorera
Vaida kuona kuona zvinhu zvedu
Kana vachiona vochidii
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waidongorera
Zvikanzi mudhonzei kana munyanza mukandeyi
Vhunzai Mukudzeyi kuti ndakavatadzireiko
Ngoma dzawavakutiridzira
Dzavakuzotiparira tinoda kurera vana kuti vazotichengeta
Nyaya iya zvandaitaura maiona chifamba wakangwarira ungaita tsaona
Gara wangovasimbisa pano paoma
Natsa kudyiwa nehove ungaite saJonah
Gudo kukwira makomo kwira kwasviba
Natsa kudyiwa nenguva kusara mundima
Pamunozoda kutevera ndenge ndaenda
Pazvinenge zvakunakira siya watenda
Dongo waidongo waido
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waidongorera
Vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waidongorera
Vamwe vachida kukuvharira kunze
Nyangwe zvikakusvota iwe usabvunze
Kana zvisingabude iwe usabvume havana chavati vanzwa vane mavhunze
Zvikanzi mudhonzei kana munyanza
Mukandeyi vhunzai Mukudzeyi kuti ndakavatadzireiko
Ngoma dzaavakutiridzira dzavakuzotipatira
Tinoda kurera vana kuti vazotichengeta
Nyaya iya dzandaitaura maiona chifamba wakangwarira ungaita tsaona
Kutamba kwenyu akomana hamuite
Aiwa hoye woye
Kutamba kwenyu asikana hamuite ndati
Aiwa hoye woye
Kudzika pasi akomana hamuite
Aiwa hoye woye
Kutamba kwenyu akomana hamuite
Aiwa hoye woye
Vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
Vaingodongorera
Dongo waidongo waido
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waidongorera
Vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waingodongorera
Dongo waidongo waido
Waidongorera
Vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
Waingodongorera




Killer T - Mashoko Anopfuura
Album Mashoko Anopfuura
date of release
09-04-2018




Attention! Feel free to leave feedback.