Killer T - Tamba Navo Lyrics

Lyrics Tamba Navo - Killer T



Hot property [ooooh], nyatsocheka masettings marunnings
Killer T, I & I for real
Musandifungise nhamo takati hatichaida pano
Asi ini ndine zano
Dai mambotandara pano
Musanditsamwise
Mirai ndikusimbise
Usandigumire
Nyama mugochere
Toda kufara zvekufara tichitandara
Asi nguva ndiyo shoma
Ndoda kufara nemi chi' all night
Asi kuden tight, Bongie dzima light ooooh
(Military touch)
Ndoda kutamba navo prezha (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (Aye kutamba navo)
Ndoda kutamba navo prezha
(Aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (Aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (Kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (Aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (Aye Kutamba navo)
Ndoda kufara navo (Aye kufamba navo)
Ndipo patinoti isusu dzawira mutswanda
Nyama iri pano yakawanda
Mudye zvekukanganwa Kuti kuchauya mangwana
Aiwa ndizarurirewo, ndikange nyama
Mukaita zvekususumwa tichirova maObama
Handina chekumirira Tamuka
Vanhu vese vakamuka
Ghetto rakamuka
Munhu wese akamuka
Gochayi nyama mafero musazowanza mamero
Ndoda kufara madeko
Kupenga hakuridzirwe bhero
Ndoda kutamba navo prezha (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (Aye kutamba navo)
Ndoda kutamba navo prezha
(Aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (Aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (Kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (Aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (Aye Kutamba navo)
Ndoda kufara navo (Aye kutamba navo)
Usambotarisa nguva mumwe wangu
Vaudze kumba touya (ooooooh)
Usambotarisa nguva mumwe wangu
Vaudze kumba touya (ooooooh)
Usandifungise nhamo takati hatichaida pano Asi ini ndine zano
Dai mambotandara pano
Musanditsamwise
Mirai ndikusimbise
Musandibvumire nyama mugochere
Ndoda kutamba navo prezha (kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (Aye kutamba navo)
Ndoda kutamba navo prezha
(Aye kutamba navo)
Ndoda kufara navo (Aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (Kutamba navo)
Ndoda kutamba navo (Aye kutamba navo)
Ndizarurirewo (Aye Kutamba navo)
Ndoda kufara navo (Aye kutamba navo)




Killer T - Mashoko Anopfuura
Album Mashoko Anopfuura
date of release
09-04-2018




Attention! Feel free to leave feedback.