Killer T - Vagara vanongovenga Lyrics

Lyrics Vagara vanongovenga - Killer T



Hot property(Kenako music),
Oskiii-di saka super nyatso checker masettings ma runnings, cornaz
Ayanaya forever.,
Kunyangwe ukagona kunyangwe ukatadzaaa,
Zvinenge zvakangofanana,
Havakwanise kutenda nyangwe patinoshanda vanenge vachiti hapana,
(Vagara vanongovenga ava)
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
(Vagara vanongovenga ava)
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
(Vagara vanongovenga ava)
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
(Vagara vanongovenga ava)
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe zvimadhimoni,
Pandinogona havaone mapofu,
Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu,
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko,
Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko,
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko,
Kungomirira pandatadza motauraaaaa,
(Vagara vanongovenga ava)
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
Vagara vanongovenga avaa
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Vagara vanongovenga avaa,
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
(Vagara vanongovenga ava)
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Ko sei vachinyanyoona zvakaipa,
Munhu munhu anoona zvakaipa,
Kuzvishandira handione chakaipa,
Asi unoona moyo yavo ichibaikaa,
Asi inga wani handinei navo,
Ende futi handiraramire ivo,
Mweya wekufema handikumbire kwavari,
Zvandinoshaya ndinochema kunaMwaaariii,
Vagara vanongovenga avaaaaa,
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
Vagara vanongovenga avaa
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Vagara vanongovenga avaa,
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
(Vagara vanongovenga ava)
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe zvimadhimoni,
Pandinogona havaone mapofu,
Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu,
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko,
Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko,
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko,
Kungomirira pandatadza motauraaaaa,
(Vagara vanongovenga ava)
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
Vagara vanongovenga avaa
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Vagara vanongovenga avaa,
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
(Vagara vanongovenga ava)
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii,
(Vagara vanongovenga ava)
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaa,
Vagara vanongovenga avaa,
(Vagara vanongovenga ava)
Vagara vanongovenga avaa,
Uooooooohh vanomirira pawatadza votauraaaaaaaaaaaa@a...




Killer T - Ngoma Ndaimba
Album Ngoma Ndaimba
date of release
01-06-2015




Attention! Feel free to leave feedback.