Killer T - Vanofanirwa kutendwa Lyrics

Lyrics Vanofanirwa kutendwa - Killer T



BodySlam records
Hot property
Nyatso checker ma settings, ma runnings
PTK
Vanofanira kutendwa ngavatendwe ooh
Ndivo vakatirera tayaruka
Ayah-nuh-yah for real ahh
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Ndinoda kuvatenda nezvavakaita
Kutichengeta kusvika zvangu zvaita
Vaisada kutiona tichiparara
Chavaida kuti titevedzere gwara
Haizi nyore kukura kwemunhu kuchengeta munhu kusvika ave munhu
Pandairwara vaimhanya kuchipatara
Havafe vandisiya ndichiparara
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Ndinoda kuvatenda mama
Mari haikwani kutenda mama
Pavaitadza nekurara ndichichema
Vachingoshingirira nepazvairema
Havana kumbobvira vafunga kundisiya
Nyangwe pazvaioma vaikiya
Zvose zvakaipa vachingonditi siya
Ndivo vakaita ndikure ndichiziva
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Ndinoda kuvatenda nezvavakaita
Kutichengeta kusvika zvangu zvaita
Vaisada kutiona tichiparara
Chavaida kuti titevedzere gwara
Hazvizi nyore kukura kwemunhu kuchengeta munhu kusvika ave munhu
Pandairwara vaimhanya kuchipatara
Havafe vandisiya ndichiparara
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Ndinoda kuvatenda mama
Mari haikwani kutenda mama
Pavaitadza nekurara ndichichema
Vachingoshingirira nepazvairema
Havana kumbobvira vafunga kundisiya
Nyangwe pazvaioma vaikiya
Zvose zvakaipa vachingonditi siya
Ndivo vakaita ndikure ndichiziva
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Vanofanira kutendwa ngavatendwe
Jehovha wangu vaonei
Ndivo vakatirera tayaruka
Kana pavanofamba vaonei
Jehovha wangu vaonei
Kana pavanofamba vaonei
Jehovha wangu vaonei
Kana pavanofamba vaonei




Killer T - Ngoma Ndaimba
Album Ngoma Ndaimba
date of release
01-06-2015




Attention! Feel free to leave feedback.