Lyrics Masimba mashoma - Oliver Mtukudzi
Chisi
chako
masimba
mashoma
Chisi
chako
masimba
mashoma
Masimba
mashoma
Hona
kana
mombe
yekurongerwa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
Hona
kana
mombe
yekuchengeteswa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
Chisi
chako
masimba
mashoma
Masimba
mashoma
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Wairasa
Hona
nyakurarama
nechisi
chake
Anodya
asicheuka
Nyakurarama
nechisi
chake
Unoona
anedya
asicheuka
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Kutamba
nemombe
yehumai
wairasa
Wairasa
Hona
kana
mombe
yekurongerwa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
Kana
mombe
yekuchengeteswa
Ndeyekukame
wakaringe
nzira
1 Ungadé We
2 Chikara
3 Kuropodza
4 Mhinduro
5 Hapana Kuti Mbijana
6 Njuga
7 Kuipedza
8 Masimba mashoma
9 Mbiri Hurimbo
10 Nzungu Imwe
11 Vachakunonokera
12 Kumirira Nekumirira
Attention! Feel free to leave feedback.