Oliver Mtukudzi - Jeri Lyrics

Lyrics Jeri - Oliver "Tuku" Mtukudzi



Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama
Vaitiona vaiziva
Mukufamba tiri tose
Maitiro edu ose
Nemashandiro edu ose
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama
Vanondiona vanoshama
Sahwira wakaisepiko
Kuringa ringa ndatoshaya
Sahwira akaendepiko
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama, amai kani
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama, amai kani
Jerry, Jerry woo
Jerry wakatadza
Jerry aàh
Jerry woo
Jerry eeeh
Jerry unodada
Wakandisiya ndiri ndege
Jerry wakashata
Kundisiya ndiri ndega
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama, amai kani
Oooh
Ndichatamba naniko?
Ndichafara naniko?
Kokushanda naniko?
Ndichafamba naniko?
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama
Ndichatamba naniko ini?
Ndichafara naniko?
Ndichashanda naniko?
Ndichasara nani?
Jerry wakatadza
Wakandisiya ndega ndega
Jerry unodada
Kundisiya ndiri ndega
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama, amai kani
Hazvinei wazorora
Asi mumhepo tiri tose
Hazvinei wazorora
Asi mumhepo tiri tose
Zvamunoona husahwira
Hunokunda hukama
Jerry
Jerry woo
Jerry wakatadza
Jerry kani
Jerry



Writer(s): Oliver Mtukudzi, Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Shanda
Album Shanda
date of release
04-07-2002




Attention! Feel free to leave feedback.