Lyrics Kure Kwazvo - Oliver "Tuku" Mtukudzi
Kure
kure
kwazvo
kwatakabva
nengoma
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kure
kure
kwazvo
kwatakabva
nembira
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kure
kure
kwazvo
kwatakabva
nengoma
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kure
kure
kwazvo
kwatakabva
nembira
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Zvainzi
marombe,
marombe
nerimba
iri
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Zvainzi
mapenzi,
mapenzi
nengoma
iyi
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Mukwidza
nemukwidza,
mukwidza
nengoma
iyi
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Mukwidza
nemukwidza,
mukwidza
nembira
iyi
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Zvainzi
mapenzi,
mapenzi
nengoma
idzi
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kure
kure
kwazvo
kwatakabva
nemakwai
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kure
kure
kwazvo
kwatakabva
nemakwai
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kwainzi
topenga,
topenga
nerimba
iri
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
Kwainzi
topenga,
topenga
nembira
iyi
(Kure
kure
kwazvo
kwatakabva,
kure
kwazvo
kwamakabva)
![Oliver Mtukudzi - Rudaviro](https://pic.Lyrhub.com/img/y/z/f/-/yw1m0f-fzy.jpg)
1 Pfimbika
2 Wabarira Vamwe
3 Mukana
4 Pasai Njere
5 Going on..What?
6 Unaye
7 Yekunwa
8 Rangu Jana
9 Maiwe Pidigu
10 Kure Kwazvo
11 Wamambo Mwana
12 Chiro Chakanaka
Attention! Feel free to leave feedback.