Oliver 'Tuku' Mtukudzi - Chikara Lyrics

Lyrics Chikara - Oliver 'Tuku' Mtukudzi



Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Unotosiya tsimba kusiya tsimba
Tsimba kuenda mberi
Waenda mberi mberi watungamira
Kutungamira kutungamira husiya tsimba
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Kuteedza tsimba tsimba hunge wariziva
Kuriziva tsimba kuti itsimba reyi
Tsimba reyi rinechimiro chakadai
Rikadai tsimba apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Chakanakira tsimba harinyebi, harinyebi
Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara, harinyebi
Kwachananga hakuna zviuya
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Chakanakira tsimba harinyebi, harinyebi
Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara, harinyebi
Kwachananga hakuna zviuya
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Apa chikara



Writer(s): Masumi Itou (pka Hikari Nanase)



Attention! Feel free to leave feedback.