Lyrics Pfimbika - Oliver 'Tuku' Mtukudzi
Vamwe
vanopfimbika
pfimbi,
iwe
kukanga
mhodzi
yembeu
Vamwe
vanopfimbika
pfimbi,
iwe
kukanga
mhodzi
yembeu
Mufaro
idambe
rinoparira
Vamwe
vanopisa
mavivi,
iwe
kukanga
mhodzi
yembeu
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Vamwe
vanopisa
mavivi,
iwe
kukanga
mhodzi
yembeu
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Mufaro
idambe
rinoparira,
pfimbi
ipfimbi
muine
chiro
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Huvhuro
huchaterera,
roora
richatevera
Muvhuro
uchaterera,
roora
richatevera
(Rega
Kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Huvhuro
huchatevera,
roora
richatevera
Muvhuro
uchatevera,
roora
richatevera
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Huvhuro
huchatevera,
roora
richatevera
Muvhuro
uchatevera,
roora
richatevera
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Panokorwa
pakamuka,
pfimbi
ipfimbi
muine
chiro
Pakamurwa
pasekesa,
pfimbi
ipfimbi
muine
chiro
Rega
kukanga-kanga,
kanga
mhodzi
yembeu
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
Rega
kukanga-kanga,
kanga
mhodzi
yembeu
(Rega
kukanga,
kanga
mhodzi
yembeu)
1 Pfimbika
2 Wabarira Vamwe
3 Mukana
4 Pasai Njere
5 Going on...What?
6 Unaye
7 Yekunwa
8 Rangu Jana
9 Maiwe Pidigu
10 Kure Kwazvo
11 Wamambo Mwana
12 Chiro Chakanaka
Attention! Feel free to leave feedback.