Lyrics Sadaka - Seh Calaz
Solid
Records!
Baba
Peri
Peri!
Vaudze
vanhu
ava
ndiri
kuseri
Ende
vaudze
ndiri
kumberi
mberi
Ende
inini
handingoperi
peri
Follow
mi
den
Havana
godo
idhimoni
(idhimoni,
idhimoni)
Havana
shanje
idhimoni
(idhimoni,
idhimoni)
Japajapa
zvauri
chigure
huya
wakabata
huku
Usasiye
Chamutengure
nemabhanditi
pa-group
Nekuti
zvinhu
izvi
ndezve
mashavi
Pakudiwa
mutambo
wemashavi
Vanhu
ava
vane
mashavi
Ndauya
nembira
nengoma
dzemashavi
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Kana
une
godo
tinorapa
Huya
uwone
pasadaka
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Kana
uchirwadziwa
tinorapa
Huya
uwone
pasadaka
Ndasheedza
godobori,
vauya
godobori
Huyai
muone
vanhu
havanyare
Vanoda
ndirege
magitare
Manje
inini
wacho
handimire
Ndiwo
akandibvisa
kuGabulanga
Kumahosteri
ndisina
kana
mubhedha
Hona
zvino
ndakuita
kunge
mukedha
Ka-life
kachinja,
matsaga
ndichidhedha
Remember
ndaimbofamba
netsoka
Zvimabhurugwa
ndichingopfeka
zvakabooka
Ipapoka
hapana
ayimbondicheuka
Kana
kuita
daka,
vaingondiseka
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Kana
une
godo
tinorapa
Huya
uwone
pasadaka
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Kana
uchirwadziwa
tinorapa
Huya
uwone
pasadaka
Changu
chipo
chobva
kuna
Mwari
Vana
vaSatan
ava
havafare
Vane
madhimoni
manomwe
Manje
sadaka
hamukohwe
Pandichazopfuurawo
35
Apa
ndichingori
kuma
25
Ndoona
munhu
ane
zera
rababa
vangu
Achindiitira
godo
Igodo,
godo
Godo
iroro
ndiro
randifambisa
mamayira
Vamwe
tatozvijaira
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Kana
une
godo
tinorapa
Huya
uwone
pasadaka
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Kana
uchirwadziwa
tinorapa
Huya
uwone
pasadaka
Nhasi
kune
sadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Huya
uwone
pasadaka
Sadaka!
Sadaka!
Sadaka!
Huya
uwone
pasadaka
Attention! Feel free to leave feedback.