Takura - MaObama Lyrics

Lyrics MaObama - Takura



Tirikutsvaga mari
Isu tiri kutsvaga mari
Okay×7
Zvakanaka tozvidawoooo
Thats why we out here
Isu tirikutsvaga mari (tiri kutsvaga mari)
Zvakanaka tozvitadawoooo
Thats why we out here
Isu tiri kutsvaga mari
Zvakanaka-naka tozvidawo
Tiri kushanda shanda everyhour
Ndiri kupanda panda all day everyday
Coz Friday ndotodawo kuenda kubhawa
Ndiri kutsvaga tsvaga maObama
Coz i gotta take care of my mama
Ndiri kushandashanda all night everynight
Coz vana vangu vanoda kudyawo
Ndiri kumhanya mhanya pamushika-shika
Tryna look good kutopfeka-pfeka
Gotta pay rent Gotta stay relevant
Gotta give praise kune iye akatisika
Kondiani ari kuti mari haina basa
IMI!!!!!!
Tsvagai mabasa
Skiri rekuswera maka chiller pamuzinda Friday
Mozoti imbondi tengerawo Lager
Kwete! ×3
Zvakanaka tozvidawoooo
Thats why we out here
Isu tirikutsvaga mari (tiri kutsvaga mari)
Zvakanaka tozvitadawoooo
Thats why we out here
Isu tiri kutsvaga mari
Zvakanaka-naka tozvidawoooo
Tiri kutsvaga maObama×4
That's why
Tiri kutsvaga maObama×4
Manje manje i'm gonna be a father
Mwana wangu akudawo kamapamper
City Council iri kudzingirira vanhu
Totoshingirira kumba ndofanira kuenda nenyama
Kwete zvekuzoti ndine munyama
Muchitaimira miracle money
Mazuva ano wotoshanda
Kwete zvekuswera wakangotaimira manah
Wotomhanya-mhanya pamushika-shika
Zvinorwadza-rwadza asi uchisvika
Unorohwa nenzara
Uchiita chisalad
Kunyara basa raunoita
Mwari anobatsira anozvi batsira
You want the good life
Itozvishandira
We outchea tryna make ends meet
Tisazoitaka kalife kaya kaya kekukumbira
Kwete! ×3
Zvakanaka tozvidawoooo
Thats why we out here
Isu tirikutsvaga mari (tiri kutsvaga mari)
Zvakanaka tozvidawoooo
Thats why we out here
Isu tiri kutsvaga mari
Tiri kutsvaga maObama×4
That's why
Tiri kutsvaga maObama×12



Writer(s): Courage "c.o.g" Manyumwa, Takura Benard Shonhai


Takura - MaObama
Album MaObama
date of release
01-07-2016



Attention! Feel free to leave feedback.