Lyrics Ndawana Zano - Trevor Dongo
Ndati
ndikuudze
terera
shoko
(Uuhh
uuhh)
Ndatarisa
chiso
chako
Ndikaona
kupenya
penya
(Mufaro
wacho
haungaubate)
Wadzikamiswa
nerangu
shoko
rine
mavara
mashomashoma
(Baby
uuhh)
Asi
zvarinoreva
ndizvo
zvineudzamu
Moyo
wangu
watora
pfungwa
dzangu
(Ndati
ndigare
ndareva
zviri
mupfungwa
dzangu)
Ndati
ndikuudze
terera
shoko
Mudiwa
hande
Tonotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
Mudiwa
hande
Tonotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
Kuseniseni
apo
zuva
rodongorera
nyika
Uchazopepuka
ndiri
pamukova
ndichigogodza
Mudiwa
muka
unzwe
Kufefetera
kwekamhepo
kari
pano
Ooooh
Usazvityee
Mumaoko
angu
muzere
nerudo,
nerudo
Mudiwa
hande(eeeh)
Mudiwa
hande
Tonotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
Mudiwa
hande
Tonotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
(Ndazowana
zano
(ooooh)
Kuti
ndive
newe,
kuti
ndive
newe
Babie
ndawana
zano
Babie
ndawana
zano(ooooh)
(Uuuuh
uuuhh)
Mudiwa
hande
Tonotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
Mudiwa
hande
Tonotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
(Mudiwa
hande
Tinotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano
Mudiwa
hande
Tinotamba
chihwandehwande
Tosesedzana
pedo
nerwizi
Ndazowana
zano)
1 Rudo Rwako
2 Musikana Wangu (Acoustic)
3 Musikana Wangu
4 Intro
5 Ndashamisika
6 Mutore
7 Neni
8 Ndawana Zano
9 Tisasiyane
10 Takonana
11 Mutore (Dance Mix)
12 No Limits
Attention! Feel free to leave feedback.