Lyrics Gombwe - Winky D
ChiExtra,
ChiExtra
Hai,
vatipe
Oskid
Mangoma
aya
ndabva
nawo
nyikadzimu
Anga
achitambwa
navadzimu
Ndabva
ndati
ndimaunze
pasi
rino
Abva
avachemedza
samariro
Ndini
Gombwe
remangoma
Gafa
rinobata
matare
engoma
Pandinodzorwa
voti
ndogona
Ndini
ndoita
kuti
vafare
nengoma
Ngoma
pandinodzitekenya-tekenya
Makwati
opinda,
zvino
ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya
Makwati
opinda,
zvino
ndakutetena
Varikuzama
kundikopera
Hazvikete
ndinopoterwa
Hanzi
chiGafa
zvachinobhowera
Ndechekuti
pangoma
chinoomberwa
Ndaratidza
unyanzvi,
pakubata
masuo
Handina
kutanga
nezuro
Ndavaoneswa
kuma[?]
vati
zvinoita
Gafa
tozviita
nesuwo
Vamwe
vane
machira,
vamwe
vane
nguwo
Havakwanise
kubata
dare
havana
bvumo
Ini
pandinoribata
sechiGafa
Yava
nguva
yebasa
hapana
hurukuro
Ndini
Gombwe
remangoma
Gafa
rinobata
matare
engoma
Pandinodzorwa
voti
ndogona
Ndini
ndoita
kuti
vafare
nengoma
Ngoma
pandinodzitekenya-tekenya
Makwati
opinda,
zvino
ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya
Makwati
opinda,
zvino
ndakutetena
Pakushava
ngoma
ndodzibata
samare
Handisi
shavi
rakapoya
matare
Ridza
hosho
ndingobudisa
gitare
Bikai
doro
toita
vanhu
vafare
Ndava
kuda
kusvika
saka
isai
maoko
Ndava
kuda
kusvika
saka
isai
maoko
Kuna
Musikavanhu
takuteura
Ipai
mwana
usavi
ngaasatemura
Makamubvisa
mhepo
makamuchenura
Ikozvino
madzimbahwe
omuyemura
Ndini
Gombwe
remangoma
Gafa
rinobata
matare
engoma
Pandinodzorwa
voti
ndogona
Ndini
ndoita
kuti
vafare
nengoma
Ngoma
pandinodzitekenya-tekenya
Makwati
opinda,
zvino
ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya
Makwati
opinda,
zvino
ndakutetena
Ndini
Gombwe
remangoma
Gafa
rinobata
matare
engoma
Pandinodzorwa
voti
ndogona
Ndini
ndoita
kuti
vafare
nengoma
Ngoma
pandinodzitekenya-tekenya
Zvino
ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya
Zvino
ndakutetena
Ndini
Gombwe
remangoma
1 Gombwe
2 City Life
3 Finhu Finhu
4 Highway Code
5 Simba
6 Number One
7 Ngirozi
8 Onaiwo
9 Marobots
10 Bho Yangu
11 I'm Hot
12 Dona
13 Hatiperekedzane
Attention! Feel free to leave feedback.