Winky D - Mabhazuka Lyrics

Lyrics Mabhazuka - Winky D



Haidas
Big Man
Avigilance Music
Babe
Ohh yeyeyeye babe iwee
Maninja ohh
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka
Nyangwe mai vako vari mai Azuka
Handikusiye ini Handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vanofambisa nhau saOscar Pambuka
Hanzvadzi dzako nyangwe dzikajamuka
Handikusiye ini handikusiye ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka
Rudo rwako rwandidzora muujaya
Nguva nenguva ndinongogaya
Ndaimboti mudzimai haaite mumwe chete haiwa dzaiva nyaya
Kusimbisana kwevaishaya
Pfuma nerudo rwazondibaya
Babe ini newe takasikirwa kugara tese ngadzisapera dzirinyaya
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka
Nyangwe mai vako vari mai Azuka
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOsca Pambuka
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka
Usamboterera makuhwa
Kubva kunaishe ndakakupuhwa
Babe ini newe ngatingove chinhu chimwe chete dzamara tipinde muguva
Ava vanofarira kuti tivengane vanoda kuti tinenetsane
Asi babe rudo rwedu rwabve zera hapana zvinoita kut tipesane
Nyangwe vakauya vainemabhazuka
Nyangwe mai vako variMai Azuka
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOsca Pambuka
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kungedhabuka
Rudo rwako rwandidzora muujaya
Nguva nenguva ndinongogaya
Ndaimboti mudzimai haaite mumwe chete haiwa dzaiva nyaya
Kusimbisana kwevaishaya
Pfuma nerudo rwazondibaya
Babe ini newe takasikirwa kugara tese ngadzisapera dzirinyaya
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka
Nyangwe mai vako variMai Azuka
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOsca Pambuka
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kungedhabuka
Nyangwe vakauya vainemabhazuka
Nyangwe mai vako variMai Azuka
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOsca Pambuka
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kungedhabuka
The End



Writer(s): Wallace Chirumiko


Winky D - Pakitchen
Album Pakitchen
date of release
30-11-2011




Attention! Feel free to leave feedback.