Winky D - Ninja Saturday Lyrics

Lyrics Ninja Saturday - Winky D



Maaninja
Uuuoooh
Tatitakupinda purezha
Bang bang
Ininja Saturday, mabebi murikudei
Fara kunge une birthday,
Inanja Saturday, zvamunoda huyai ndikupei Musanyara mbvunze ndiudzei
Ndinokufadza kunge mwana we chikoro aripaholiday,
Ndobvandakukoshesha kupfura goride.
Ndini one chete ninja rinokoshesha
Saturday pasi rese sando waudza awabelieve
Ndakarova ninja gear
Bachi ne jean
Vanhu voti inindadzia
Isa skiri
England vakundiziva
Club 19
Vanhu wanoyerera zia
Ndabva muchini
Kana uchida kuti tipinde donazi
Phonerai ati ninja president monasi
Tichakura taienda kurumasi
Tukazoti kusimeji tukati tropazi
Asi pressure rachinja
Pressure rachinja
Rakutoda paine muninja
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Rakunakidza pane muninja
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Rakutoda isusu maninja
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Ininja Saturday, mabebi murikudei
Fara kunge une birthday
Ininja Saturday, zvamudo huyai ndikupei
Musanyara mbvunze ndiudzei
Ndinokufadza kunge mwana we chikoro aripaholiday,
Ndobvandakukoshesha kupfura goride.
Ndini one chete ninja rinokoshesha
Saturday pasi rese sando waudza awabelieve
Ndakarova ninja gear
Bachi ne jean
Vanhu voti inindadzia
Isa skiri
England vakundiziva
Club 19
Vanhu wanoyerera zia
Ndabva muchini
Eehe alright, ndakumbomira majokes
Pressure rese raenda ku----red fox
Kumarasta maninja nemalocks, ndokwatinorova pressure overdose
Baaby
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Rakutoda paine muninja
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Rakunakidza paine muninja
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Rakutoda isusu maninja
Pressure rachinja
Pressure rachinja
Ininja Saturday, mabebi murikudei
Fara kunge une birthday
Ininja Saturday, zvamudo huyai ndikupei
Musanyara mbvunze ndiudzei
Ndinokufadza kunge mwana we chikoro aripaholiday,
Ndobvandakukoshesha kupfura goride.
Ndini one chete ninja rinokoshesha
Saturday pasi rese sando waudza awabelieve
Ndakarova ninja gear
Bachi ne jean
Vanhu voti inindadzia
Isa skiri
England vakundiziva
Club 19
Vanhu wanoyerera zia
Ndabva muchini
Eeh Kwinji, um unoda pressure maningi
Um bhobho, unoda pressure kaobo
Yo layana, chikiya zion




Winky D - Pakitchen
Album Pakitchen
date of release
30-11-2011




Attention! Feel free to leave feedback.