voltz - Mkoma Brian Lyrics

Lyrics Mkoma Brian - voltz



Eyi okay,yoo,yah
Mukoma brian busy varipa braai
Melaz ichi cheka ma-salads iri pa-side
And then am thining zvikadai ndinenge ndafine
Kondingachadei mota plus den plus heavy riri paside
Sichaz yakadaro inotonetsa ukasaita pride
Ma-problems avo ndoma-jetleg pama flights
Also you think until wozonzwa nemakuhwa
Kunzi zuro vakamarana
Nguva yareba hawasi kutaudzana
And then you start notice varikupfuudzana
And zvakaminama
Of vourse zvonzi ma-problem anosiana
But mukoma Brian kubva mashushwa
Zvekupushwa kuno kushta murikunze makadhakwa zve kusvika pakuraradza
Iko kubhawa hamuchabve muchiti tandadza
Yaaaahh!
You think ma funnies kusvika yave nguva yako
Ukawana time chingo chengetedza moyo
Make sure haurarame movie mumusoro mako
Usazofungapane anosenga mutoro wako
Ehe ma-funnies kusvika yave nguva yako
Ukawana time chingo chengetedza moyo wako
Make sure haurarame movie mumusoro mako
Usazofungapane anosenga mutoro wako
Zuro pa-news pakabuda mukoma Givey
Mukoma Givey manga maguta sadza rini
Kutozo zvipfudza zvinobuda nepa-Tv
Vapfanha venyu tangosara dziri nyaya dzine misodzi
Kunhamo kwenyu kwainzi azviuraya haachemwe
Kunhamo kwenyu kwanga kwakazara nemabhebhi
Kuchechi kwemai enda kwakazara nemabhebhi
Kumashops,kuchikoro angori mazibhebhi
Ghetto rakashamisika handikunyeperei
Kunzi mukoma Givey vazviurayira babe dai
Zvaibvira Mwari ngavakudzosei
Two minutes mutsanangure kuti inyaya yei
Eh inyaya yei yamukoma Givey
Kozvakafamba sei kana zvaramba kokungobva maibvei
Kana atadza kutendeka its okay maitsvaka umwe
Hobho mazi heavy ayi kufeelayi
Andaito ziva ndaitogona kuku lingai
Zvinondirwadza mukoma ndaikuzivai
Pamaitaura zvine brain taikupihwai
Ii corner remaiiswa
Mukatadza kuzo buda
Pamwe ihasha dzemari ne-emotion rema waster
Rakutadzisai kufunga
Pamwe maigaya kt ndiye soulmate
Zvikadhakwa naye hapana chichabuda
Asi mukoma tinoziva kt zvinhu tino zama
Zvese kusvika zvazobuda aisafanira kubuda
You think ma-funnies kusvika yave nguva yako
Ukawana time ingo chengetedza moyo wako
Make sure haurarame movie mumusoro mako
Usazofunga pane anosenga mutoro ako
Ehe ma funnies kusvika yawe nguva yako
Ukawana time Ingo chengetedza moyo wako
Make sure haurarame movie mumusoro mako
Usazofungapane anosenga mutoro wako




voltz - Mkoma Brian
Album Mkoma Brian
date of release
05-02-2024




Attention! Feel free to leave feedback.