paroles de chanson Newe - Alexio Kawara
Zuva
ramangwana
nderimwe
Kana
ndisinewe
ngarisasvike
Rwendo
rwatatanga
tipedzise
Kure
kuye
kusina
nzeve
Rudo
rwukatuma
hauvhike
Nyangwe
nyika
ichiguma
handiende
Kana
ndisinewe
Kazevezeve
kanoda
munzeve
Mhepo
inofefedza
irimumakore
Rwiyo
rwemuhana
mangu
iwe
Uve,
ndive
Tisingafurirwe
Bvuma
bvuma
bvuma
Usarambe
Nyangwe
nyika
ichiguma
handiende
Kana
ndisinewe
Newe
ndinoda
kuenda
Newe
kusina
vakawandisa
Newe
zvatichanoita
Ikoko
newe
Usawane
kana
hwani
waunoudza
Kumhanya-mhanya
kwete
Pore
pore
nerudo
Zvaunoda
zvishoma
Ndine
zvimwe
zvandinazvo
Babie
kudaizvi
daizvi
Sandi
zvemuromo
Tsvigiri
ne
spice
Kana
uchi
nemukaka
Newe
ndinoda
kuenda
Newe
kusina
vakawandisa
Newe
zvatichanoita
Ikoko
newe
Usawane
kana
hwani
waunoudza
Kunakidza
Vimbisa
Ndezvedu
tega
Pasi
pemwedzi
nenyeredzi
Yemhambakwedza
Tive
tive
semhepo
nehuruva
Tisamirire
nguva
Ramangwana
nderimwe
Ndisinewe
handiende
Haniende
ndisisinewe
Newe
ndinoda
kuenda
Newe
kusina
vakawandisa
Newe
zvatichanoita
Ikoko
newe
Usawane
kana
hwani
waunoudza
1 Save
2 Chihwandehwande
3 Chinyanye
4 Chipo Changu
5 Tose
6 Mwana WaAmai
7 Paunoda
8 Se
9 Newe
10 Wadiwa
11 Gomba Remoto
12 Kuchanaya
13 Dear Sons And Daughters
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.