paroles de chanson Hello - Freeman
(Koo
nhai
tsano!
Zvaunongo
nyemwerera
wakabata
runhare
kwakanaka
here?)
Shamwari
ndikufonera
gero
rangu,
(gero?
Rimborikupiko?)
Riri
kumusha
uko
shamwari
izvezvi
ririkutsvaga
network
mugomo
inonetsa
ka
Inonetsa
zvisingaite
(hoo)
inzwa,
eh,
eh,
yaa
yaita,
yaita,
yaita
Hello,
(hello)
ndini
(mudiwa
wangu
zvirisei?)
Ndanga
ndichifunga
kuti
ndichakuona
zvarinhi?
(Ahh)
Hello,
(hello)
urikuzvigona
sei?
(Hi,
ndeipi,
zvirisei?)
Tsamba
yandakakutumira
wakaiverenga
here,
irisei?
(ahh)
Hello,
baby,
hold
on
(hello)
Ndikawana
mari
ndinouya
nechitatu
saka
ndimirire
pachiteshi
(ahh)
Hello,
mari
yapera
mufon
Saka
chiteerera
mashoko
andakuimba
pa-verse
(ahh)
Baby
ndakatenga
fon
inotora
mufananidzo
yakanditarisa,
hanzi
inonzi
selfie
Usauye
nehembe
dzakaunyana,
kumbira
iron,
unopihwa
nasekuru
Elvis
Ndaka-sign
kuDanger
Zone,
ndakawana
basa,
vakunditi
ndini
HKD
Boss
Asi
basa
randaka-signer
rine
vavengi
vakawanda,
ndichariita
by
force
Nyarara
baby
usacheme
Kana
ini
ndiripo
unonetswa
nei?
Vanotaura
makuhwa
usavateerere
Rarira
bhero
rerudo,
ngende-ngende
Hello,
(hello)
ndini
(mudiwa
wangu
zvirisei?)
Ndanga
ndichifunga
kuti
ndichakuona
zvarinhi?
(Ahh)
Hello,
(hello)
urikuzvigona
sei?
(Hi,
ndeipi,
zvirisei?)
Tsamba
yandakakutumira
wakaiverenga
here,
irisei?
(ahh)
Hello,
baby,
hold
on
(hello)
Ndikawana
mari
ndinouya
nechitatu
saka
ndimirire
pachiteshi
(ahh)
Hello,
mari
yapera
mufon
Saka
chiteerera
mashoko
andakuimba
pa-verse
(ahh)
Fanondibikirawo
sadza
remhunga
Baby
wangu
ndakusuwa,
ah
ndirikukufunga,
baby
wangu
ndakusuwa
Rega
ndivare
mazuva
acho
awanda
Mari
yrekuti
uiswe
perm
ndakatsvaga
Ndoda
kuzotenga
muchovha
kana
ndashanda
Rega
ndiuye
kumba
ndikuudze
zvakawanda
Nyarara
baby
usacheme
Kana
ini
ndiripo
unonetswa
nei?
Vanotaura
makuhwa
usavateerere
Rarira
bhero
rerudo,
ngende-ngende
Hello,
(hello)
ndini
(mudiwa
wangu
zvirisei?)
Ndanga
ndichifunga
kuti
ndichakuona
zvarinhi?
(Ahh)
Hello,
(hello)
urikuzvigona
sei?
(Hi,
ndeipi,
zvirisei?)
Tsamba
yandakakutumira
wakaiverenga
here,
irisei?
(ahh)
Hello,
baby,
hold
on
(hello)
Ndikawana
mari
ndinouya
nechitatu
saka
ndimirire
pachiteshi
(ahh)
Hello,
mari
yapera
mufon
Saka
chiteerera
mashoko
andakuimba
pa-verse
(ahh)
Hello
Ndini
(ahh)
Hello
(Ahh)
1 Zvakaipa Itai Ndisiye
2 Zvemufirimu
3 Vhura Mukova
4 Handikurove
5 Hello
6 Siya
7 Matakadya Kare
8 Ndinenge Bofu
9 Top Shatta
10 Confessions
11 Zvakadzvanya
12 Happy Tym
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.