paroles de chanson Zvemufirimu - Freeman
(No
handibvume
Nyangwe
ndikawana
mumwe
ndiwe
chete
wandakada
No
handibvume)
Unondibata
zvemufirimu
Ehe
ndakambodiwa
asi
uri
different
Baby
usasiyane
neni
Coz
love
yako
inondi
lighter
kunge
cigarrette
Baby
hkd
Baby
unondibata
zvemufirimu
Dai
ndiri
kombi
uridriver
magear
uchindichinja
Usipo
dendisiri
munhu
Cashlips
murudo
ndimo
mandakanyura
Unondibata
zvemufirimu
Temperature
yangu
inoriser
mazviita
mamasita
Munoita
ndipinde
mood
Silence
murudo
ndimo
mandakanyura
Paunondibata
ruoko
uchiti
daddy
Doctor
Zveshuwa
ndofeelawo
sadaddy
Say
one
a
no
if,
a
no
but,
a
no
maybe
Relationship
yedu
ngaiende
mberi
Chinondifadza
ndechekuti
ndakakupihwa
naMwari
Hauna
kubvira
wandidira
mbiri
kana
mari
Mumoyo
mangu
uripamberi
wakaleader
kare
Saka
nyemwerera
kana
ndaridza
gitare
Unondidhaka
pasina
chandaputa
Mukati
memoyo
mangu
haufe
wakabuda
Saka
vaudze
feya
kana
vanokubvunza
Kuti
ndovangu
dhokota
handimbovabuka
Zvimwe
ndezvimwe
mbira
dzakondo
wakandisunga
Anongokutora
mumoyo
akandijunga
Kuita
musungwa
wako
werudo
ndakabvuma
Pauri
ndopazvinotanga
ndopazvinoguma
1st
verse
(No
handibvume
Nyangwe
ndikawana
mumwe
ndiwe
chete
wandakada
No
handibvume)3
![Freeman - Mangoma Ihobho (Punchline Entertainment Presents)](https://pic.Lyrhub.com/img/0/5/w/k/yr2xjokw50.jpg)
1 Zvakaipa Itai Ndisiye
2 Zvemufirimu
3 Vhura Mukova
4 Handikurove
5 Hello
6 Siya
7 Matakadya Kare
8 Ndinenge Bofu
9 Top Shatta
10 Confessions
11 Zvakadzvanya
12 Happy Tym
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.