paroles de chanson Wekwedu - Freeman
Solid
Records
Ndezveduwo
nhasi
ndeweduwo
Ndezveduwo
nhasi
ndewekwedu
(Iya)
ndezveduwo
ndezveduwo
Nhasi
ndewekwedu
(dam
striker)
Uchinge
wachata
vekwako
wavapembedza-aa
Baba
namai
nemufaro
wavachemedza-aa
Zvadaro
vavengi
wavanetesa-aa
Vedzinza
rako
wavapenyesa-aa
Vanenge
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
sekuru
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
mbuya
voti
Wekwedu
tadada
naye
Madzishamwari
oti
Wekwedu
tadada
naye
Zvadai
chinzwa
mhururu
nemuridzo
vanhu
vouchira
Nemiwo
mobva
maratidza
rudo
pamberi
pevanhu
mombundirana
Ah
yes
matove
baba
naMai
mumba
mobikirana
Madanha
amunonzwa
achitaurwa
nevamwe
mugoaitarana
Toti
kunewe
muskana
wagona
kuzvibata
ahauna
kutizira
Nyangwe
kunewe
futi
mukomana
wagona
ahauna
kumitisa
Mese
majamuka
shortcut
ndipo
chete
pandikukubiggirai
Pakuda
kiss
yekuti
nyangwe
pane
vavengi
munovafinhura
Musaparadze
imba
nekuda
kweSnapchat
neInstagram
Murume
kana
wafunga
kutaura
dzerudo
taura
naMadam
Newe
muskana
ziva
kuti
kubva
nhasi
uyu
ndiye
ave
husband
Hatidi
kunzwa
kuti
matsamwisana
Mese
kusvika
machemedzana
Uchinge
wachata
vekwako
wavapembedza-aa
Baba
namai
nemufaro
wavachemedza-aa
Zvadaro
vavengi
wavanetesa-aa
Vedzinza
rako
wavapenyesa-aa
Vanenge
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
sekuru
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
mbuya
voti
Wekwedu
tadada
naye
Madzishamwari
oti
Wekwedu
tadada
naye
Imimi
move
yamaronga
ndofainari
Hapachadiwa
tunhu
Turi
unnecessary
Wobikirwa
zvawada
nenguva
yawada
ah
nyangwe
ukada
aitari
Mava
two
kumba
kwenyu
mogara
pasi
Motangisa
patsva
kuronga
masinhi
Kana
mune
zvamanga
muchiita
muchiti
kutamba
Guys
mokanda
pasi
Ehe
ngazvitodaro
ahaa
ngazvitodaro
Zvamaita
vakawanda
vaizvidawo
Ahaa
aizvidawo
Uchinge
wachata
vekwako
wavapembedza-aaa
Baba
namai
nemufaro
wavachemedza-aa
Zvadaro
vavengi
wavanetesa-aa
Vedzinza
rako
wavapenyesa-aa
Vanenge
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
sekuru
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
mbuya
voti
Wekwedu
tadada
naye
Madzishamwari
oti
Wekwedu
tadada
naye
Uchinge
wachata
vekwako
wavapembedza-aaa
Baba
namai
nemufaro
wavachemedza-aa
Zvadaro
vavengi
wavanetesa-aa
Vedzinza
rako
wavapenyesa-aa
Vanenge
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
sekuru
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
mbuya
voti
Wekwedu
tadada
naye
Madzishamwari
oti
Wekwedu
tadada
naye
Uchinge
wachata
vekwako
wavapembedza-aaa
Baba
namai
nemufaro
wavachemedza-aa
Zvadaro
vavengi
wavanetesa-aa
Vedzinza
rako
wavapenyesa-aa
Vanenge
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
sekuru
voti
Wekwedu
tadada
naye
Ana
mbuya
voti
Wekwedu
tadada
naye
Madzishamwari
oti
Wekwedu
tadada
naye
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.