Holy Ten - Ghetto Redu paroles de chanson

paroles de chanson Ghetto Redu - Holy Ten



Ah huh
Ndokwazvakatangira
Ghetto rine nharo, ghetto rine long story
Ghetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Hapana kana pressure, ndoshanda kusvika kwaedza
Got the city on my back, musana wangu wakavezwa
Yeah I put my momz′ girl child nemakudo
I told the girl child don't act wild nemakumbo
Maniggaz haazi safe, maniggaz haazi safe
Kiyirayi handzvadzi dzese, kiyirayi handzadzi dzese
I′m not a pressure guy, mabhebhi anotondizeza nhai
Bitch hello, yes, thanks, then ndapedza naye
Chenjerai chenjerai mbeva dzamateva
Chenjerai chenjerai kusengedzwa macheya
Kugariswa padhaza, kutaridzwa kwamabva
Chenjerai chenjerai kuseva zvavateya
Ghetto rine nharo, ghetto rine long story
Ghetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ini handitobatike paDen, masikati nemakuseni
Manheru acho ndine purazi rema plan
Purazi rema plans
Ndakatora chimuti kubva kune vaya
Vatakamboudza kuti musaganzire mafans
Ah, couple of my cousins been calling like
Nhai iwe Mordecai, hauchandione nhai
Nhai iwe hauchafoni why?
I've been on the road, ndikasadaro ndoita rombe mhai
That's what i tell them everytime
It′s true but then it doesn′t hurt to send them a reminder
Tete ndichiriko, tete murichipo
Ndichauya naye mudiwa wangu, munozviziva wani
Ghetto rine nharo, ghetto rine long story
Ghetto rine ngano, ghetto redu rina mambo vakatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga



Writer(s): Mukudzei Chitsama, Sean Gonzalez


Holy Ten - Ghetto Redu
Album Ghetto Redu
date de sortie
11-12-2020




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.