paroles de chanson Mdhara Vachauya - Jah Prayzah
Wandinzwa
ndichidedzira
diya
Ndikati
dai
wambotarisa
nguva
Nekuti
zvimwe
pamwe
mhepo
ichauya
Asi
ramba
uchingopenya
kunge
zuva
Vakanetsa
unoti
mdhara
vachauya
Ahaa
mdhara
wacho
ishumba
inoruma
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Kangoma
kati
kedekede
aiwa
tamba
Chirega
kuramba
uchingonanaira
kunge
kamba
Kamoto
kamberevere
kerudo
musazokadzima
Vanosara
vachingoringa
ringa
ndanovhima
Kuti
dzive
ngano
aiwa
isungano
Ichi
chirangano
chibumirano
Vanoziva
kuti
mdhara
achauya
Ahaa
mdhara
wacho
ishumba
inoruma
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Kandipa
rudo
ndogamuchira
nemoyo
wangu
Ukaramba
angova
madzikirira
kuhope
dzangu
Chisikana
chakachangamuka
iruva
rangu
Vakanetsa
ramba
uchingodzika
dzika
dhiya
wangu
Kuti
dzive
ngano
aiwa
isungano
Ichi
chirangano
chibumirano
Vanoziva
kuti
mdhara
achauya
Ahaa
mdhara
wacho
ishumba
inoruma
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Kangoma
kati
kedekede
aiwa
tamba
Chirega
kuramba
uchingonanaira
kunge
kamba
Kamoto
kamberevere
kerudo
musazokadzima
Vanosara
vachingoringa
ringa
ndanovhima
Kuti
dzive
ngano
aiwa
isungano
Ichi
chirangano
chibumirano
Vanoziva
kuti
mdhara
achauya
Ahaa
mdhara
wacho
ishumba
inoruma
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Wandinzwa
ndichidedzira
diya
Ndikati
dai
wambotarisa
nguva
Nekuti
zvimwe
pamwe
mhepo
ichauya
Asi
ramba
uchingopenya
kunge
zuva
Vakanetsa
unoti
mdhara
vachauya
Ahaa
mdhara
wacho
ishumba
inoruma
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Ahaa
unyerere
uchingoshaina
Ndanga
ndina
Oskid
1 In the Ghetto
2 Goto
3 Tsotsi
4 Hossana
5 Mdhara Vachauya
6 Ndide Ndikude
7 Watora Mari
8 Kurumidza
9 Seke
10 Mbembe
11 Jenny
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.