paroles de chanson Munyaradzi - Jah Prayzah
Hee
chiriyo
dzamara
tasangana
Wandigumbura,
wandigumbura
Wandigumbura,
wandigumbura
Ndizvozvo
dzamara
tasangana
Wandigumbura,
wandigumbura
Wandigumbura,
wandigumbura
Ipapo
pandaigara
Ipapo
dhiya
ndipo
pawaigarawo
Ipapo
pataivata
Dzimwe
nguva
tairumwa
nemarize
Zviri
mberi
Taingobvunza
Mwari
Mutemberi
Kumberi
kunei?
Kunyangwe
mvura
yekutambudzika
Payaidzika
nematama
ndaivepo
Kuva
munyaradzi
Ndini
ndaive
munyaradzi
Kuva
munyaradzi
Ndini
ndaive
munyaradzi
Akazondisiya
ndirimo
munhamo
ndega
Tokonyana,
tanga
tatokonyana
Ko
seiko
Mwendamberi
mayaura
mega?
Takonana,
tanga
tatokonana
Ndakamuti
chiriyo,
tosangana
mberiyo
Takanyana,
tanga
tatokanyana
Homwe
yakazosara
yozara
nemazana
Tapokana,
tanga
tatopokana
Asi
watokanganwa
kamhepo
kaitirova
muchando?
Gumbeze
rimwe
chete
rawaiziva
ndini
wako
Wakambotsva
maoko
nekapoto
kasina
mubato
Mbuya
yakakurapa
takaiwana
tafamba
chinhambo
Inga
watovaraidzwa
nemaruva
semavara
eshato
Dai
ndaive
nemari
nguva
yacho,
ndaingoronga
muchato
Vaizongotiona
tapota
nesango
Dai
ndaiva
nemari
nguva
yacho,
ndaingoronga
muchato
Vaizongotiona
tapota
nesango
Paizouya
mhepo
ndini
ndaive
bako
Kunyangwe
mvura
yekutambudzika
Payaidzika
nematama
ndaivepo
Kuva
munyaradzi
Ndini
ndaive
munyaradzi
Kuva
munyaradzi
Ndini
ndaive
Munyaradzi
Akazondisiya
ndirimo
munhamo
ndega
Tokonyana,
tanga
tatokonyana
Ko
seiko
Mwendamberi
mayaura
mega?
Takonana,
tanga
tatokonana
Ndakamuti
chiriyo,
tosangana
mberiyo
Takanyana,
tanga
tatokanyana
Homwe
yakazosara
yozara
nemazana
Tapokana,
tanga
tatopokana
Haiwa
hurombo
mukoma,
ndainge
ndakashoreka
Asi
muhana
tainge
tavaka
hukama
Ndoyedza
kuvata
wanike
kwayedza
Varume
ko
inga
kwachena
Asi
handina
chiedza
Zvese
zviye,
zvese
zviye
Kwaingova
kutungana
kwembudzi
varume
Anouya
kuhope
ndirere
Hope
dzacho
ndedzerume
rudzi
varume
Zvese
zviye,
zvese
zviye
(here
zvaguma)
Kwaingove
kutungana
kwembudzi
varume
(here
zvapera)
Anouya
kuhope
ndirere
(zvaguma)
Hope
dzacho
ndedzerume
rudzi
varume
(here
zvapera)
1 Hokoyo
2 Miteuro (feat. Zimpraise)
3 Donhodzo
4 Chiramwiwa
5 Eriya
6 Dzirere
7 Mwana WaMambo
8 Wenge
9 Munyaradzi
10 Kana Ndada (feat. Zahara)
11 Nyaya Yerudo
12 Mukwasha
13 Tonight
14 Asante
15 Kwayedza
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.