Killer T - Hazvigone paroles de chanson

paroles de chanson Hazvigone - Killer T



Haa haaa hooye
Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandifarira
Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira
Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira
Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira
Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo
Chirwere chemoyo ndiwe wapodza
Handidi tirambane hazvigone
Tingazovapa zvekutaura
Handidi tirambane hazvigone
Tingazovapa zvekutaura
Inini moyo wangu mai mwana
Handidi utsamwe ndinoda ufare
Inini moyo wangu mai mwana
Handidi utsamwe ndinoda ufare
Wakati ndiwe uchava muroora waamai vangu
Ukati hauchazofa wandisiyazve
Handibvume kusiyana newe une rudo
Ndicharamba ndichishaura kusvika wandinzwa
Zano ndiro ramakanga mandirongera
Mukati handichazofa ndabuda mugota
Dzinde rerudo iri idzinde rerudo
Ndikaridiridzira muchaona ndokohwa
Handidi tirambane hazvigone
Tingazovapa zvekutaura
Handidi tirambane hazvigone
Tingazovapa zvekutaura
Inini moyo wangu mai mwana
Handidi utsamwe ndinoda ufare
Inini moyo wangu mai mwana
Handidi utsamwe ndinoda ufare
Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandifarira
Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira
Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira
Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira
Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo
Chirwere chemoyo ndiwe wapodza
Handidi tirambane hazvigone
Tingazovapa zvekutaura
Handidi tirambane hazvigone
Tingazovapa zvekutaura
Inini moyo wangu mai mwana
Handidi utsamwe ndinoda ufare
Inini moyo wangu mai mwana
Handidi utsamwe ndinoda ufare




Killer T - Hope Dzehumambo
Album Hope Dzehumambo
date de sortie
12-12-2019




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.