paroles de chanson Kukosha kwechikorobho - Killer T
BodySlam
Records
Hot
Property
PTK
Nyatso
checka
ma
settings,
ma
runnings
(izvi
zviri
right)
Mwanangu
we
ita
unditeerere
usaita
sedzakambotamba
nepwere
Hauna
kungwara
usazvinyepere
Kana
zvikazooma
usandicheme
Uchazoona
kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Mwanangu
pangu
ndakashanda
kare,
inzwa
Unongopindura
kana
wabvunzwa
Wotomubatisisa
anotumbura
munzwa
Akazoonekwa
nembonje
ndambakuudzwa
Muromo
wevakuru
hauwire
pasi
Hakuna
munhu
asina
basa
kubvira
nhasi
Usava
nemunhu
waunozotarisira
pasi
iwe
Nekuti
mangwana
haasi
nhasi
Uchazoona
kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Idzo
nungo
dzinouraya
vatenzi
nenzara
Unofanira
kudyawo
zvaunenge
wadyara
Kwete
kuda
kuguta
asi
wakagara
Upenyu
hauuye
wakagara
Pauchatsvaga
pane
bako
unenge
wanaiwa,
ah
Ipapo
uchanditsvaga
asi
uchandishaiwa
ah
Uchazoona
kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Mwanangu
pangu
ndakashanda
kare,
inzwa
Unongopindura
kana
wabvunzwa
Wotomubatisisa
anotumbura
munzwa
Akazoonekwa
nembonje
ndambakuudzwa
Muromo
wevakuru
hauwire
pasi
Hakuna
munhu
asina
basa
kubvira
nhasi
Usava
nemunhu
waunozotarisira
pasi
iwe
Nekuti
mangwana
haasi
nhasi
Uchazoona
kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Idzo
nungo
dzinouraya
vatenzi
nenzara
Unofanira
kudyawo
zvaunenge
wadyara
Kwete
kuda
kuguta
asi
wakagara
Upenyu
hwakanaka
hauuye
wakagara
Pauchatsvaga
pane
bako
unenge
wanaiwa,
ah
Ipapo
uchanditsvaga
asi
uchandishaiwa
ah
Uchazoona
kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
Kukosha
kwechikorobho
warasa
mvura
Hauteerere
kana
ndichikutsiura
Mukana
inguva
uyu
unopfuura
Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva
(Hauteerere
kana
ndichikutsiura)
(Uchazoona
kukosha
kwezvandaireva)
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.