paroles de chanson Vanofanirwa kutendwa - Killer T
BodySlam
records
Hot
property
Nyatso
checker
ma
settings,
ma
runnings
PTK
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
ooh
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Ayah-nuh-yah
for
real
ahh
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Ndinoda
kuvatenda
nezvavakaita
Kutichengeta
kusvika
zvangu
zvaita
Vaisada
kutiona
tichiparara
Chavaida
kuti
titevedzere
gwara
Haizi
nyore
kukura
kwemunhu
kuchengeta
munhu
kusvika
ave
munhu
Pandairwara
vaimhanya
kuchipatara
Havafe
vandisiya
ndichiparara
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Ndinoda
kuvatenda
mama
Mari
haikwani
kutenda
mama
Pavaitadza
nekurara
ndichichema
Vachingoshingirira
nepazvairema
Havana
kumbobvira
vafunga
kundisiya
Nyangwe
pazvaioma
vaikiya
Zvose
zvakaipa
vachingonditi
siya
Ndivo
vakaita
ndikure
ndichiziva
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Ndinoda
kuvatenda
nezvavakaita
Kutichengeta
kusvika
zvangu
zvaita
Vaisada
kutiona
tichiparara
Chavaida
kuti
titevedzere
gwara
Hazvizi
nyore
kukura
kwemunhu
kuchengeta
munhu
kusvika
ave
munhu
Pandairwara
vaimhanya
kuchipatara
Havafe
vandisiya
ndichiparara
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Ndinoda
kuvatenda
mama
Mari
haikwani
kutenda
mama
Pavaitadza
nekurara
ndichichema
Vachingoshingirira
nepazvairema
Havana
kumbobvira
vafunga
kundisiya
Nyangwe
pazvaioma
vaikiya
Zvose
zvakaipa
vachingonditi
siya
Ndivo
vakaita
ndikure
ndichiziva
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Vanofanira
kutendwa
ngavatendwe
Jehovha
wangu
vaonei
Ndivo
vakatirera
tayaruka
Kana
pavanofamba
vaonei
Jehovha
wangu
vaonei
Kana
pavanofamba
vaonei
Jehovha
wangu
vaonei
Kana
pavanofamba
vaonei
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.