Minister Michael Mahendere - Higher Life paroles de chanson

paroles de chanson Higher Life - Minister Michael Mahendere



Higher life
Kumusoro kunamwari
Anondida zvikuru
Jesu anondinunura
Mumatsime eruponeso
Ndinonwa
Mumatsime eruponeso
Iko Kumusoro kunamwari
Anondita zvikuru
Jesu anondinunura
Mumatsime eruponeso
Ndinonwa
Mumatsime eruponeso
Ndomutenda Jesu anondipa hupenyu whakanaka
Ini ndinojga zvakanaka
Ndomutenda jesu
Anondipa hupenyu wepamusoro
Halalalalala
Tululululu
Tomutenda Jesu
Anotipa hupenyu wepamusoro



Writer(s): Michael Mahendere


Minister Michael Mahendere - Live Worship
Album Live Worship
date de sortie
10-01-2017




Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.