paroles de chanson Mumoyo - Minister Michael Mahendere
Handinga
kanganwe,
aaaah
Mwari
zvamunondiitira,
mazuva
ose
Mwari
munondigonera
Zvizhinji
aaaah,
mwari
zvamunondirwira
Iwo
mazuva
ose,
inga
Mwari
munondigonera
Handinga
kanganwe
Handinga
kanganwe
Mwari
zvamunondiitira
Mazuva
ose
Mwari
munondigonera
Handinga
kanganwe
Handinga
kanganwe
Mwari
zvamunondiitira
mazuva
ose
Mwari
munondigonera
Hama
musakanganwe,
eeeh
Mwari
zvaanokuitirai
iwo
mazuva
ose
Inga
Mwari
anokugonerai
Chimbofungisisa
iwe,
Mwari
zvaanokuitira
Wongo
mutenda
inga
Mwari
anokugonera
Usakanganwe
Usakanganwe
Mwari
zvaanokuitira
Mazuva
ose
Mazuva
ose
Aiwa
aiwa,
Mwari
anokugonera
Usakanganwe
Usakanganwe
Mwari
zvaanokuitira
Mazuva
ose
Mwari
anokugonera
Mwari
uyu
Mwari
anokugonera
Iro
zuva
richibuda
aaaah
Ndoswera,
hooooo
iro
rodoka
Pose
pazvinonetsa,
aaaah
Ndinodaidza
imi
Mwari
Aaaah,
munondipindura
Hona
Mwari
munondigonera
Saka
zvikanetsa
zvikarema
Daidzai
Mwari
Zvikarema
zvikanetsa
Daidzai
Mwari
Anouya,
iye
anouya,
iye
anouya
Izvo
zvikarema
zvikanetsa
Daidzai
Mwari
Zvikanetsa
zvikarema
Daidzai
Mwari
Anouya,
iye
anouya,
iye
anouya
Zvikarema,
zvikanetsa
Daidzai
Mwari
(Chingo
daidzai
Mwari)
Zvikarema,
zvikanetsa
Anouya,
(huyai)
anouya,
(huyai)
anouya
Kochii
chanetsa
Zvikarema,
zvikanetsa
Daidzai
Mwari
(Chingo
daidzai
Mwari)
Zvikarema,
zvikanetsa
Anouya,
(anouya)
anouya,
(anouya)
anouya
Mwari
zvamunondiitira
Zviri
mumoyo
mangu
(muymoyo)
Zviri
mumoyo
(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Izvo
zviri
mumoyo
mangu
(muymoyo)
Zviri
mumoyo
(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Mwari
zvamunondiitira
Zviri
mumoyo
mangu
(muymoyo)
Ndakachengeta(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Zviri
mumoyo
(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Iro
basa
renyu
riri
mumoyo
mangu
Mumoyo
(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Aaaah,
nyasha
zvenyu
dziri
mumoyo
mangu
Mumoyo
(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Mwari
munogara
munogara
mumoyo
Mumoyo
(mumoyo)
Mumoyo
(mumoyo)
Makandikoshera
muri
mumoyo
mangu
Mumoyo
(mumoyo)
Handikanganwe
Mwari
wedenga,
Mwari
wedenga
Mwari
wekudenga
ndimi
Mwari
makanaka
Imo
muhupenyu,
muhupenyu
wangu
Anondigonera
NdiMwari
wekudenga
Mwari
wekudenga
Oooh,
ndiMwari
wakanaka
Aiwa
imo
muhupenyu
(muhupenyu
wangu)
Anondigonera
Mazuva
ose,
nguva
dzose
Mwari
Mwari
wekudenga,
ndimi
ndiMwari
wakanaka
Makanaka
Muhupenyu
wangu
haiwa
anondigonera
Ndinogonerwa,
naMwari
Mwari
wekudenga
ndiMwari
wakanaka
Ndomutenda
(muhupenyu
wangu)
Anondigonera
Zvekudya,
zvekupfeka
Mwari
wekudenga
ndiMwari
wakanaka
Haiwa
imo
muhupenyu
hwangu
Muhupenyu
hwangu
anondigonera!

1 Higher Life
2 Mumoyo
3 We Are Soldiers
4 Zvichanaka
5 Makanaka Jesu
6 Mweya Mutsvene
7 Kudzai Mwari
8 Hallelujah
9 I'm In Love
10 Love Song
11 Medley
12 Musandipfuure Jesu
13 Mumawoko aMwari
14 Nyengetera
Attention! N'hésitez pas à laisser des commentaires.